Mama Ree Novels🇿🇼
June 12, 2025 at 03:46 PM
https://chat.whatsapp.com/Hz7qZ5rC3pEHQopwdVE6MH https://chat.whatsapp.com/DIatqG8elrv0fzJA5Ewbsc *Written by Pastor Rebecca aka mama Ree: Book 4* It's a free book read, comment and share our channel link below 👇 https://whatsapp.com/channel/0029VakhBWjK5cD96R5nGM1t Facebook page 👇🏿👇 https://www.facebook.com/share/p/J1NEtDZEuBJDTHrH/?mibextid=oFDknk *(Short novels) Book title 👇* *MADHUMBE RONICA* *CHAPTER 2* *RONICA* Pandakapepuka ndakoana ana momz, ma sisters angu na gogo Sirivhiya ndakabva ndatoona kuti pakuda plan b panapa coz ndagara ndoda kurohwa saka eish...but guys baba Abrahama vandakaona vakanaka havo zvimwe ndezvimwe kkkkk Me...no no mbuya amagumbo ndisiyei kani guys musanditore ndoda kumboona mai vangu nehama dzangu..😭 Ndakatanga kunyepera kudhomoka hangu paye ndichida kumbovhundutsa vanhu kkkkk Mama... Hey hey Ronika ndini mama vako iwe handina ahuna kwaunoenda usatye uripano neni Me... Ooh thank God lm alive 🫂 Ndakabva ndambundira mai vangu paye but pakuda kusimuka ndopandakanzwa pain yemashuwa muhudyu chaimo ndika screamer Me... Maihwe ndavhunika mama😭 Gogo Sirivhiya... Nemudenga denga mawanga uri ndazviziva ahungatadze kuminyuka chete ito mubatai timuswatanudze asati awedzera kukuvara Sis Rati... Yeah roda kutwasanudziwa coz rikazozvimba anotozonoiswa plaster Gogo Sirivhiya.. Or ndoenda naye kumba kwangu ndombomukwiza mushonga askna batiranai naye tiende Semunhu aisada kutasanudziwa ndakabva ndada idea yekunoiswa mushonga hangu... Takaenda hedu paye ndakaberekwa namonya for hire sis Ruva.. Sezvo gogo Sirivhiya vaive n'anga takasviko pinda muchimba chavo chebasa makazara mishonga shonga.. Vakabva vatora razor ndokutanga kundicheka cheka nadzo kumusana Me.... Nhai gogo ndakuvara gumbo kaa ini ko kumusana kunei? Gogo Sirivhiya... Ahungambozvinzwisise siya ndiite basa rangu iwe chako kupora Mama... Iwe imbodzidza kuvhara muromo kwete kungotaura taura Handina kuda kuenda mberi ndakabva ndanyarara shuwa kushanda zvakashanda ndakanzwa pain yanyararawo but sezvo ndaive ndambonakirwa nebhiza utare rekumba kwedu... Mama... Saka toenda hedu kaa hanti wati wavekunzwa zvakanaka Me... Ehe ndave nani kurwadza ririkurwadza haro Mama... Ruva bereka mwana Yess zvandaida chaizvo nhaka gore rino anochiona hake kkkk Sis Ruva.. Umm mama ahasi kunyepa hre uyu. apora uyu Me... Its fine kana musiri kuda henyu sisi ndokwanisa kushingirira kufamba handiti nhamo yeumwe ahirambirwe sadza hre.. Gogo Sirivhiya ndokumbirawo mutsvimbo wenyu kaa ndodzoka nawo ndapora ndoda kuwana kusvika kumba chete Gogo Sirivhiya...aah unopenga iwe ini ndosara ndichifambisa chii Mama... Ruva mhani bereka mwana uko wakaita sei ko iwe unoda kuita nharo pese pese.. Sis Rati...huya hako ndikubereke mwana wamai vangu Me... Aaah thank you but no thanks sis moda kundiwedzera marwadzo neiwo mabhonzo enyu iwayo Sis Ruva... Mukumunzwa kaa uyo mwana wenyu akuda kundishandisa Mama... Iwe unoterera ani ukutoramba kutumwa neni kaa apa ungatevedzera uyu akazvarwa achibuda nemakumbo hre Munhuwese akabva aseka ndokubva ndatowedzera hangu tusugar zvitapire Me... Ndosaka makumbo acho asina simba shuwa... Ndiwo akatanga kubuda nhai 🤔kudonha nekutovhunika.. Sis Ruva... Nyarara uko ndikubereke Ndakabva ndaberekwa hangu kusvika kumba ndaive ndanyepedzera kurara apa raive duty rangu rekusuka handina kuzosuka sis Rati vakasuka... Pandakasiiwa pasi dzakazodzamara dzandibata hope dzemashuwa manje.. Ndokurara but pane munhu aingovhura vhura door achipinda mumba handina kuziva ndiani ndaingozvinzwira kuhope.. Ndakabva ndati regai ndipinde mu kitchen mune vamwe Sis Ruva... Ukangonzwa munhuwi wechikafu unobva wabudikira kaa Me.. Kana kumbozvinzwa ndanga ndichingonzwa hangu hwema hwe ma coffin Mama... Ma coffin unorevei manje Vakavhunza vachiita kakuvhundukira.. Me... Ndoreva erufu chairwo dai pasina mbuya vandidzosa dai ndatoenda kwamupfiga nembwe Ndaitotaura ndichinotora plate yangu paive pabikwa sadza ne muboora my favourite Sis Ruva... Uchanyepawo iwe ne marariro awanga uchiita gumbo racho raukuti rikurwadza wanga uchirifambisa fambisa apo Me... Hoo nhai ndiwe wanga uchipinda pinda mumba ndakunzwa uchindi disturber . Sis Ruva... Wakunyara kaa ndakubata Mama... Ibvapo moita kunge musingawirirane imi muchinzwanana watadza kana kugadzikana uchiti regai ndotarisa mupfanha wangu pamwe azvimba or akurwadziwa asi kungomuona makumarana kkkk Sis Ruva... Problem ahana respect chete ndozvatinokonana.... Idya zvakanaka kani kwete kuita kunge urikuwacha hovhorosi Me... Daka neni ndereiko mairosi iwe... Une pamuromo mairosi iwe.. Mairosi ooh mairosi eeh (ndaitoimba hangu) Sis Ruva... Kkkkkkk kachembere kemunhu unoizivirepi song iyoyo apa ukundiimba futi Me...hezvo pane pandaisa zita rako hre ini ndisiye ranyumwei bhuru serinokamiwa Mama... Imi noise mhani mirai ndinzwe kuti chii chikuchema panze kuita kunge shiri Me... Miridzo iyo mama Mama... Miridzo ndivanani husiku huno vakudei Me.. Vanoziva wavarikuda kkkk vakuda Sis Rati... Iwe imbodya wakanyarara kwete kutaura iwe Me... Regai ndinotarisa mama ndouya ndichikuudzai kuti ndiani Ndaiziva hangu kuti ndiani asi ndaida kuti sis Rati vavhunduke kkk.. Sis Rati...aah panze pane rima apo nematyiro aunoita hande tose Takabuda tose hedu tavepanze manje Sis Rati...ende ahuite wena wakuda kufumura dhiri redu ukukanganwa kuti ndakakubhadhara hre Me... Makandipa mari rinhi iyeye Sis Rati... Last week paye Me... Aah nhai sis mukutaura zvemuradza wave munya uya handiti apa zvikuitika now mondipa yaizvozvi mari yacho ndobva ndadzokera hangu Sis Rati... Madiro ako marii aya uri mwana mudiki kaa ahasi bhoo Me... Better kaa ini ndopihwa vhara muromo ko imi mopihwa vhara beans Sis Rati... Watii iwe Ndakabva ndatiza hangu coz ndaive ndavhura hombe chaiyo.. Ndakanzwa nezve beans izvi musi wandakabata sis Rati nemuface wavo kuseri kwemakuva ndaingonzwa mavoices ndaive ndichida kutoita number 2 chaiyo ndaive ndawanza mazhanje echirungu ndokunzwa Timmy... Mira kani hapana anotiona ndoda kungobata chete Sis Rati.. Kubatei ndozvawakaita last time futi aah Timmy... Dzikama kani unoziva hre kuti once taita tofanogara tichiita tikasadaro zvinozooneka.. Sis Rati.. Ndorwadziwa ini Timmy... Ukunzwa ndichikubata kudai kuti beans ikudairira kaa Sis Rati... Ehe Timmy... So usatye hapana chinoitika kutofara kwaiirikuita ooh marii iyi wozotenga something Ndakabva ndakosora vakomana imi pakarohwa kwarakwashu Me... Yeeh ndakubatai Murume akabva atiza ndokumira nechekure but voice ndainzwa kuti pane kwandakamborinzwira.. Ndokusara na sisi vakandipa mari So kubva ipapo cord yavo ndaiinzwa chaindinetsa ndechekuti mama vaisambozvifungira or vaive vasingazvione hre kuti sis Rati vakurumidza kukura.. Ndakapihwa mari yangu ndokudzokera mumba Mama... Ko Rati adii Me.. Arikuwaridza mumba nekugadzirisa hembe dzatayananura masikati pawaya Mama... Ok chiitai munorara imi mangwana kuchikoro.. Takanorara hedu but ndakangopepuja ndichinzwa kuda kunwa mvura so mama vaisarara muroom medu vaive neyavo.. Ndichibuda ndakanzwa mavoices aitaurira pasi pasi Mama... Ko why nhasi wauya ndakati mangwana wani vana vangu vachapedzisira vakuona The man... Ko zvine basa rei handiti ndave baba vavo Mama... Aah iwe handisati ndavaudza ini imbomira The man... Ok saka wakazotii nekundi Ndakabva ndagumburwa nekachi half kechidhinha kwakudonha.. instead yekuti ndiende kunonwa mvura ndakadzokera kunorara but ndaive nemivhunzo hobho hobho hangu.. Makore ahatane kufamba apa pakazozarurwa hombe kumba kwedu yakave batai wabata varume hatina zera navo ndakange ndave ne15yrs will explain in detail .......................................... *TAYLOR* 📞Hello lm coming now vasvika vose vakakwana hre? Dennis... Yes vapindira boss Me... Okay lm coming now Dennis... Shoo boss Ndaive ndakatomira hangu pa balcony ndichinwa ka Heineken ndichitofara coz ndaita mari package yangu yaive yauya was so happy... Pandakanzwa kuti yasvika ndakabva ndatotora ma keys emota kwakubuda kuti ndiendeko... By the way ini ndinonzi Taylor Smith baba vangu mu coloured mai ndoveku zimbambwe ndakakura navo but later came to USA kuna baba vangu nema relatives angu... I got two big brothers tingoripo 3boys musikana akaitwa namai vangu akashayika its a long story... One day will tell you how she died but wat l want you to know the Smith family is a gangster family.. Pandakatobva zim ndakabviswa coz mudhara vanga vaparamura hombe vadenhanha rimwe mafia soo ndokubva rapfuura young sister yangu vachibva kuchikoro ini ndakakurumidza kuiswa mune imwe mota ndokutiziwa neni.. Thought l was being kidnapped izvo vanhu vanoziva daddy vangu vainge vanzwa kt sister yangu yashudhiwa from there ndopandakaita relocate to USA hangu... My mom and daddy vapenyu vose its like petro and matches havanzwanane zvekutodaro but tatojaira ndozviri love relationship yavo very toxic kkkkk vanotombonongedzerana pfuti or kubatirana mapanga 🙌.. Nekugara kwandakazoita kunze also nekuurayiwa kwehanzvadzi yangu ndaive very full of bitterness and revenge chinonzi love chaicho hakuna kunze uko ndozvandoziva... Im light and very handsome nema falls eblack vasikana vaindirwidzana but ini l just wanted them for sex chete ndikaona wopinda nemoyo ndaikuramba coz ndaitya once ndakuisa padhuze neni unenge uri target.. Vanhu vakawanda vanenge vachida kukuuraya kuti vandirwadzise so ndaito avoider izvozvo... Family yatairwisana nayo yainzi yekwa Heart ndomashevedzero aiita mudhara wangu asingade kuti moyo kkkk... For now ndikugara muSA ndakahwanda hangu ndichiita ma deals angu.. Back to my story Ndakabva ndasvika hangu pa ware house kuti ndione madzinhi angu aive asvika new stock... Ndaive ndaimporter 20 girls from zim... So dzikasvika taiita dzeku grouper kuti grade A.. Koti B... koti C.. Kozoita last ndoyaive D... Saka taizotengesa nema grades iwaya voenda kwavanenge vachinoshandiswa zvakasiyana siyana isu hatinei nazvo chatoda mari... Taishandisa nzira dzakawanda wanda kubata vasikana ava some of the ways muchadzinzwa henyu Me... Haaa well done good job this time huchii baba Dennis... Yeah l made sure boss coz l need upgrade pamota yangu Me... Hahaha you and cars.. Dennis... Ini l upgrade mota ko imi kkkk lol Me... Enough l know you want to start your preachings to me about how l change women like lm changing diapers 😂 Dennis... Ok🤐l zip my mouth.. So ndobvisa vangani venyu boss before ndavaisa kuma rooms kwavo Me... Ndipe 2 vari front avo kuside rekuleft Na Dennis tane nguva tichishanda tose he has become my best friend.. Vamwe vashandi varipo asi varipasi pake.. One thing l loved about him is he doesn't joke with his work.. Panobva mari yake anoita srs napo ahatambe pabasa.. Dennis... Imi muri 2 follow me now the rest pindai munogezerwa umo mugeze munyatsopfeka zvakanaka.. Ukagona kupfeka unoendawo kwakanaka asi mukatadza muchange muchienda kunorariswa nembwa hameno zvenyu the choice is yours 🥴 Me... Saka tobatana later panguva yema sales rega ndimbononzwa fresh from zim.. (ndakabva ndati paaa gadziko reumwe musikana pane vandaive ndasarudza) Ndakabva ndaenda navo kune imwe imba yandairara navo ikoko ndaisada zvekuendesa vanhu kumba kwangu kwandinogara... Later kuma 9 ndakazoenda ku warehouse ndakatoona mota dzatozara vanhu vamirira show ndaishanda nevarungu nema coloureds mbinga chaidzo......vandaive ndabva navo vakatotorwa kuti vanopfeka vauye pabasa ravo chairo kwete ravaive vachiita seumwe wacho ndakatoona kuti ibasa chairo aingozvongonyoka segonye raiswa mudota ririkupisa 😴... Anyways back to making money 💃🏾bell rakabva raita kuitira kuti munhu wese aite pay attention.. Me.... Wlcm everybody we are here today on a special occasion fresh ladies new package stock whilst it lasts.... We have the first grade lets make round of applause whilst they are coming 👏👏👏Maoko akaomberwa vana vachifamba.. Haa first grade yakabvutiranwa nehigh price ndakangoti 10thousand take it or leave it Stay tuned for chapter 3...karisei kabook🔥
❤️ 👍 😂 🙏 😢 😮 431

Comments