Mama Ree Novels🇿🇼
June 13, 2025 at 08:14 AM
https://chat.whatsapp.com/Hz7qZ5rC3pEHQopwdVE6MH https://chat.whatsapp.com/DIatqG8elrv0fzJA5Ewbsc *Written by Pastor Rebecca aka mama Ree: Book 4* It's a free book read, comment and share our channel link below 👇 https://whatsapp.com/channel/0029VakhBWjK5cD96R5nGM1t Facebook page 👇🏿👇 https://www.facebook.com/share/p/J1NEtDZEuBJDTHrH/?mibextid=oFDknk *(Short novels) Book title 👇* *MADHUMBE RONICA* *CHAPTER 3* *MAI SAM* Me... Nhai veduwe ndiani asiya asina kuflasher uyu*🗣️ Ndaitodedzera ndakamira padoor retoilet.. Mongozivawo dzimba dzedu dzekuti toilet inenge irimukati yakatarisana ne dinning 🤦‍♀️ndakangonzwa hwema ndichipfuura ndiri kuda kuenda kukitchen... Kuvhura door kudai wanikwe masiiwa magamba akaradzikwa asina kuvharwa... Ini ndaive smart zvekutodaro but haa ndaigara ne chapa hama dzemurume wangu dzaitove neproblem veduwe maybe vakakurira kwazvaive zvisiko nxaah.. . Ndigara nabmnn munin'ina wemurume neka hanzvadzi kake kaive kakazvitakura tsvee kuti kaende kumuridzi wemba kaingogwesha mushana kari pamba pangu ukuwo mai vacho vanopota vachishanya.. Ndaida zvekugara nemhuri yangu chete but eeh baSam vairamba hanzi unoda vana vamai vangu varambe vari kumusha ini ndakavaka mutown.. Ndakamboda kuzama kuti vavatsvakire imba yavo but haa vakazviramba... Ini ndakasangana na ba Sam vaishanda pamwe pamba vari garden boy asi kwandiri vakanditi mwana wepo kkkkk haaa rinonyenga rinohwarara veduwe rosimudza musoro rawana.. Ndaitofara kuti ndapinda machena ndokutanga kudanana navo paye but vaiwanzoenda kumusha kasingaperi and started suspecting until ndazobata kuti he is married.. Ende not happy coz mukadzi wake aiizvara gals chete.. So ndakazobata pamuviri and was hoping and praying for a boy.. Apa ndakaitirana mimba nemukadzi wake iye akatondiudza kuti madam vake vakuita mukomana akaudziwa kumasowe.. Ndakatombobatikana ndikada kubvisa mimba but one day ndakanzwa achitaura pafoni neshamwari yake kuti murungu akamusainisa ma papers epamba kuti asare nayo iye akuenda overseas ndikaona ndega kt jackpot... Mazuva akafamba umwe wangu aive nekakuonererwa kaaiita kusvika azonditi anondiroora ndoita mukadzi wechi2 coz ahangasiye wife yake ine vana vatatu.. Zvino akazouya one day akasuwa achiti madam vake vaita mwana musikana ini handina kupedza week ndokuita mwana mukomana tikamuti Samuel so in short he is Sam... Kungopona kwangu chete baba vakabva vatosiya mukadzi takugara tose pamba iyi... Ndakazoita mwana mumwe musikana Esnath.. Problem yaivepo ba Sam vaida hama dzavo zvakadarikidza also kudhakwa too much.. Vaigona kuuya vakadhakwa week rose dhaa no bonde kana romance zvayo... Vaiti dzimwe nguva vanotorara hope varipo pamusoro pako zvekuti zvaive zvondimara ndaive ndogara ndine hasha...back to my story Me... Saka mukureva kuti mose hapana akuziva apinda mutoilet umu hre.. Hoo ndikuda kuisa mhiripiri netsono munhu azviita uyu kaa ndoda avaviwe azvimbe achabuda pachena hake ega Bmnn...muchadaro ari mwana wenyu Essy apinda better auye mumuvhunze Me... Haa kana Essy ahangamboite zvakakura kudai pluz kunhuwa sei imi mamhanyira kuramba ramba asi ndimi hre Bamnn.... Haaa gulez hamusi makuzvinyanya hre kwave kundijairira kaa uku Me... Kujairira kudii kwacho ndikutaura chokwadi Bmnn... Momboziva kt ndakura hre imi rimwe zuva ndichakukwapaidzai rambai henyu muchidaro Me... Kurova ani ini hre pamba pangu manje.. Dai makura musiri pano muchiitwa spoon feeding ndozvinoratidza kukura Bmnn... Heyaa maplans enyu ndomaziva but manje lm not going to let you win Me... Ma plans eyi iwayo amoreva Bmnn... Ekuti ndibve pano mukuzama by all means kundidzinga manje lm not going anywhere do your worse Ndichida kudaira vana vangu vakabva vapinda mumba vose vachimhanyisana Bmnn... Nhai Sam na Essy ndiani apinda akasiya asina kuflasher Sam... Oh shit ndakanganwa my phone was ringing ndokungobuda Akabva amhanya achienda kuno flasher... Ndakanyara but semunhu aisada kuzviratidza ende sorry handiite ndakabva ndafamba kuenda... Mazuva akafamba kunetsana kwedu kwaisapera one day vakauyisa musikana wavo ndikabva ndafonera ba Sam Me... Hello ba Sam svikai kuno now muone mashura ndogara ndakakuudzai kuti bmnn achatiparira Ba Sam... Kwaitikeiko ndikunwa nevamwe kaa ini Me... Munongofunga weti chete ndati svikai kuno or else will handle the situation myself Ndakabva ndakata call yangu.. Pasina nguva ndakanzwa mota vakasvika havo vakabata one castle ravo.. Ba Sam... Ndauya chii Me.. Bamnn vakuita basa rekupinza vasikana vakasiyana siyana nhasi wavauya naye uyu ndomuziva anoshanda pa touchline nezuro vakaunza vanhurume futi 4 hanzi ishamwari dzangu... Ba Sam...but ndakakuudza wani kuti siya vakadaro he is no longer a young boy munhu ane 29yrs hre akura.. Me... Ndounzirwa mbavha nemahure ndonzi ndinyarare aaah hazviite izvozvo.. Ba Sam... Saka ukuda ndiitei sei Me... At least muudzei kuti pano hapasi pahotel asaunze vasikana vake vana vangu vachiona vanodzidzei... Izvozvi zvamunoita zvekuvareverera musingatsiure ndozvakaita tete vamitiswe iyezvino vakungogara vakarara Ba Sam... Watanga Vakabva vafamba kuenda ku door rabmnn ini ndaiteverawo vasati vanoka takanzwirira... Bmnn.... Yes bbe gal give it all to daddy The gal... Ummmm ahhhh ooh yess dhedzi iiih sorry kani moyo ndazvinzwa moda ndiitesei Ba Sam.... Hona zvawavekuita ndinzwe manje ndisiye zvangu sara uchizopedzerana nabmnn vako ini ndaenda ini Me... Ko moendepi honai pane time dzatove kuma10 munhu wose arara Ba Sam... Handirare musi wandamuka mai mupfanha Vaitotaura vachienda havo handina kubva padoor ndaida kunzwa kwazvaizoperera.. Pakaita about 45mins pachishandiranwa.. Ndakaguma ndangozvigumbatira ndakuita kunge nherera ndiripo... Ndakazonorara hangu asi kuseni ndakamuka ndichitukirira bmnn Me... Kubva nhasi handidi kuona muchipinza musikana mumba menyu umo moda vana vangu vanzwei uye vadzidzei Bmnn... Kunzwei? Me... Ehe ne noise yamunenge muchiita iyoyo Bmnn... Noise inonzwikwa padoor pangu kwevana uko ahisvike.. Me...zvosvika zuro ndaikunzwai apa Bamnn.... Umm gulez 🤨makanzwei taurai nyaya yenyu Vakadaro vachifamba famba kuuya padhuze neni vakatswinya ziso zvavasati vakamboita... Ini pfungwa dzakambostika ndakuona firimi rose apa vaive vakapfeka havo bottom raive rakavadhindisa dhunhunhu wose..ndakaita kunge munhu abatwa voice box kutadza kubuditsa izwi kungwara kwose kuti dhuu Me... Aaah imi aaah ndaivemo muuunnoo Bmnn... Hoo ok makazonzwa kaa kuti handisi mwana mudiki Me... Hezvo bamnn izvozvo zvabvepi nhai Vakabva vangofambisa ruoko rwavo nepaside pangu vachitora waterglass kwakudira mvura vakanwa vakabuda imiwoye body munyengeri nxaah.. Tuhasha twose twakadzima kuti dzii ........................................,............... *RONIKA* Taitobva zvedu kunoteya mbeva na Tobias sahwira mukuru... Ndokubva ndatanga kumuvhunza hangu mwana aive dofo iyeye chaaigona imaths dzekuti tobasei mazai ehuku dzevanhu kkkk Me... Toby tsvina yehuku inonzii Tobias... Matosi Me... Ko yemombe Tobias... Aah indove kaa Me... Hoo ko yemunhu Tobias... Idhodho nhai iwe washaya zvekundivhunza hre Me... Daira chete iwewe usade kuita tuhasha uko... Ko president weku SA ndiani Tobias... Umm ahasi tabo mbeki hre Me... Ko vice president wemuno muzim Tobias... Ndi Chamisa Me.. 😂😂Haa wangu kaaa pfungwa dzako dzakazara pupu chete zvine musoro dololo.. Tobias... Zvokuziva vatungamiriri zvondipa chikafu patable pangu here izvozvo... Nditori nestress kuti nhasi kumba todya nei Yrah ndange ndisina kukuudzai Tobias anogara nasekuru vake baba vamai vake vaive bofu kumhuri kwavo kwaingofiwa nekurwariwa.. Iye aitove ne skin disease kana muchiziva mafuse aye muviri wose vanhu vaimusarudza ndini ndega nditamba naye.. Ska zvose zvekuba izvo aitoitira vawane kurarama kuchikoro aibhadharirwa ne beam... Me... Saka wazotii hande kuye tinobatsira vanhu kucheka muriwo yavo topihwa wo Tobias... Yeah wauya neplan lets go Takaenda kumwe kwaiita maricho ukucheka muriwo wekufusha then topihwa wo wekunodya.. Tasvika kuye paruvanze paingomhanya mhanya tukuka ndakabva ndazevezera hama yangu Me... Toby toby hona miyedzo ikuuya yakasunama mucup yeplastic todii Tobias... Thought ndini ndega ndikuzviona wena pakada plan towanawo cheku left kkkkk Takabva tapanana high 5 tichiseka hedu... Takashanda hedu kusvika dzave kuma 6 tikabva tapinda mumba tichioneka.. Takapihwa hedu mubayiro yedu pakubuda apo haa zvakaramba kuti tiende kkkk.. Takafamba kusvika ku gedhi Me... Saka totoenda hre Tobias... Ayehwa ndatora tsanga dzechibage so tonopoya nekuseri kune dara kwadzakawanda uko todzikandira tobata Me... Oky bhoo hande Takafamba ndokusviko ita plan yedu... Yakabuda bhoo zvekuti then huku dzakadyira ndokubva Toby arova skiri ndiye dzvii kaa one pahuro kana sound yakabuda ipapo ndokubva tatobva hedu... Tasvika kumba kwana Tobias takasviko undura huku yedu paye.. Sekuru vaToby vakabva vapinda Sekuru... Mukuitwei muno? Ndokuzivai vaviri imi kana masangana hapana chinobuda chipenyu Tobias... Kana sekuru tatonoshanda mufunge tikapihwa huku nemaveg.. Sekuru... Umm Tobias na Ronika ndinovimba mukutaura chokwadi mukandinyepera kaa ndoda kukupondai pondai Handina kuda hangu kuseka but ndakanyatsoona kuti regai zvinzi shungu dzebofu kutenga tv serinoona vanotiponda sei vasingatione... Takabva tabatsirana kubika.. Haa kana ndirikumaraini ndoshanda chaiko hameno mweya unondibata asi kungoti hodhi kwedu mabhonzo angu anobva apera power kkkk.. Takabika paye ndokudya hedu achibva andiperekedza kuenda kumba ndokundisiya ndakusvika kudhuze nekumba.. Kwakange kwatove kuma 8...ndakabva ndasangana naSis Rati nemunhu wavo ndopandakaona uyu munhu ndiye umwe chete wandakaona achipinda muroom na mama kaa uyu 🙆‍♀️.. Ndakabatanidza maths ndikaona kuti vanhu vakudanana nemunhu 1 ava... Ndakadarika kwakuenda kumba hangu mama vaisavhunza chero ukasvika late sei as long wadzoka pamba chete.. Hanzi handide kuita sendinoshungurudza vana vangu... Mazuva akafamba ndichitsvaka plan yekuti ndifumure baba avo so ndakazoudziwa plan na Tobias.. Taive takarara hedu mumba medu se gals saka sisi Rati vainge vakungorwara rwara.... Ndakange ndakarara nenhema ndakanyepera kuvhumuka ndikabuda ndichimhanya kunonokera mama door ndainge ndanzwa baba vaye vachipinda.. ndikati its time yekuita drama rangu manje.. Mama... Chii waita sei Vaivhunza vasati vavhura door Me... Ndikurohwa mama nevanhu vandisiri kuona vhurai door kani ndofa Kungodaro chete ndakanzwa vachivhura door inj ndokubva ndati bherengende ndichipindaro apq ndichiita kuzvikwenya kwenya sajobho... Ma sisters angu akamukawo kwakuuya achipind achivhunza. so tose manje tainge takwana manje ndakangoona sis Rati vachibata muromo wavo... Uko baba vaye vakuhwandisa chiso chavo mungowani yavo Me... Sis Rati maitasei Sis Rati... Nhai Timothy ukuitei mumba mai mai vangu Mama... Heee Timothy unomuzivirepi Sis Rati... Ndiye muridzi wemimba yangu uyu yandinayo mama😭 Vakadaro vakutochema Mama... Pliz tell me it's a lie.. Ukureva kuti ukudanana neni plus mwana wangu hre nhai Mwari 🥹 Me... Taurai kaa nhai ende manje hamunyare hre apa mukadzi ariko kumba uko Mama & sis Rati.... Mukadzii😳 Me... Ah mose hamuzive kuti vane mukadzi here nemhuri yavo havo Mama... Nhai wakanditii wani akaenda makarambana Sis Rati... Inga wakanditi ahusati wakamboroora waitya kubva kare waida kuzoroora wamboitawo mari uye wakura Me... 😂Aah nemiwo sis Rati moda vakure kubva pavari apa vanenge vatokomba zvee coz hapana kukura kunodarika apa... Imiwo hamuonewo mega kuti ava ndivo baba vemhuri manje even mhanza inotaura wani.. Haa pakachemewa imi ini ndainge ndonzwa hasha coz zibaba racho raisataura anything richingoti sorry nxaah...imi hamurohwe imi baba imi... Tobias pinda.. Akabva apinda akabata tambo dzemagetsi nezvitorobho ndakamboda kuseka ane zvitorobho kuti akuda kudii nazvo but sezvo taive pa issue iri srs l horodhi myself kkk.. Aive asiri ega nerimwe team haa Timmy akavhunduka kuvhura ziso kunge hove yabatwa pachirauro.. Mai Timmy.... Eeh man of the moment ndimi henyu mati mukuenda kubasa ndobasa racho iri nhai Timmy... Haa nhai mai mwana ko vana mauya navo kuzodii futi nhai Me.. Hezvo munototaura henyu kkkkk Mai tim.... Vanoda kuona baba vavo varikubasa zvee asi hamude kuonekwa.. Tipirei tinzwe wats going on Timothy... Sorry mukadzi wangu pakaitika mistake ndaingofarawo hangu.. Ndaive ndisati ndakamborara nevirgin so pandakaziva kuti Rati ahasati amborara nemunhu ndakangozamawo lucky... Mai Tim... Wakazvinzwa nani izvozvo Timothy... Namai vake ndivo vandakatanga kudanana navo.. So ndakabva ndanzwa kt musikana zveshuwa ndatorara naye Ndakanzwa sound kuti kwaaaa yaive mbama iyoyo yakarohwa murume mukuru achibva abuda kadzihwa😂😂 Mai Tim... Unonyadzisa iwe nxaah shuwa kusimudza muromo wepazasi nepadenga kutaura nonsense.. Continue lm waiting Stay tuned for chapter 4🔥🔥🤔poitwasei nhaimi nhaimi
❤️ 😂 👍 🙏 😮 😢 263

Comments