Mama Ree Novels🇿🇼
June 14, 2025 at 08:39 PM
*Kubvisa joko rehuranda tichishandisa Huchi neweti*
*ndiyo ino channel yemaremedy munhu wese garai mapinda tiyedze kurwisa mhepo dzacho hadzifanani asi zvinotoda nharo*
Wakaona zvisiri kufamba zvakanaka ungadaro usiri kuroorwa, mabasa haasi kumuka. Vamwe vanokwanisa kubva wakubvutira gope. Ukaona uchimuka wakanganwa hope. Ziva kuti uri mukundi asi wakabatwa. kuti usambofe wazadzisa chipo chako. Hauna kusikirwa kutamburaka zvizive izvozvo. vamwe makabva mapihwa chipo chekugona kuita chipfambi zvokuti unopedza makore achidanana novanhu vashanu haubatwe. Pavanhu vashanu ivavo hapana anotaura zvisvinu. Zvese izvi zvinobva pakuti wakabvutirwa. Ivava vehukama ndivo vanozvigona isu vatorwa atinei newe. Paye pamunopihwa mari mumaoko, pamunopihwa hembe/shangu dzakambopfekwa ndipo pamunoshereketerwa.
Ndoda utore huchi husina kubikwa bikwa nhaika tsvaga huchi hwako huchangobva pamukoko.. Weti yandinoda ndeiya inomuka ichicheka zvokuti unomhanya wega kuchimbuzi, Ndati weti haisi yose yose yatinoda tinoda yokuti unomuka ichiita kupisa. Iyoyo ndiyo yatinoda.
*Chii chaungaite*
Madaro pindai muchannel ino tipanane ruzivo maringe nezvegwenzi iri. Toda kumuona anoti ari kushaya mari. Toda kumuona anoti ari kusemewa haaroorwe.
*iwo matestimony tinomada pindai muchannel ino kuitira pamatestimony uye mamwe makwenzi.
*Kutenda kwako ndiko kukunda*
⬇️🌺⬇️🌹⬇️dzvanyai view channel⬇️🌟⬇️