
Nhau Dzinopisa @zimstreetsmedia
June 7, 2025 at 06:11 AM
*NDAKAFA ASI NDINORARAMA😱*
NDANYORERWA NE SHAMWARI.
*Teejay wakadi hako ndauyawo pano ini ndiri musikana ane 30yers ndoda mundinzwisisewo ndakakurira nyika iri kure zvekuti handigone kuitaura pano ndaigara nevabereki vangu zvekuti navo vakatora hunhu hweko nemaitirwo anoitwa zvinhu ikoko zvadaro ndakaita accident ndokubva ndafira ipapo ndiri 1 zvadaro vanhu vakachera guva saka havaizondiviga imomo pane chivanhu chaifanirwa kuitwa chivanhu ichi ndechekuti ndakamwaiwa mushonga kugadzirirwa body yese ini paive pasina zvandoziva ini ndaive ndatofa.saka patym yekuviga ndakatungamidzwa kuenda kuguva ndaitofamba ndasvika paya vakabva vataura kuti munyika ino yedu tinotenda kuti munhu akafa ano desevha another lyf saka vabereki vakanzi munoda kuti araramirepi vakati ku Africa.asi kuri ku South Africa.vapedza zvese izvi ndakazopepukira kuno ku SA ndakasvika ndisina kana chinhu hacho ndaingofamba asi ndaive ndakapfeka hembe dzandakaita accident nadzo. Ndakawana basa muma kula from there hupenyu hwakazochinja ndine mari isingaite ndinoimba muno mu SA asi handina hama kana 1 ende handifanire kurorwa at all ndonyengwa nevanhu vane mari yakawandisa but i can't marry them uyezve handitozive vabereki vangu kana hama 1 ende handitenderwi kutaura navo kana kusangana nemunhu anondiziva kungo sangana nemunhu anondiziva ndokufa kwangu asi ndo disappear ndonovigirwa muguva rangu rakacherwa kudhara. Saka dambudziko ndafunga hama dzangu asi havakwanise kundiona apa munhu anofa achinoita another lyf anoita mari handitozive kuti kuzimbabwe ndobvepi kana hama 1handizive.*
Admin’s note : zviriko hre izvi🙆🏽♂️
*Follow Our News Channel* https://whatsapp.com/channel/0029VaPo0343mFYBOhx7ZR3n
*Click Here To advertise on Our Groups and Channels with over 100 000 followers*
https://wa.me/+263788782859?text=Hi%20Stepy+I+want+to+advertise+with+you+on+Fresh
😂
1