Nhau Dzinopisa @zimstreetsmedia
Nhau Dzinopisa @zimstreetsmedia
June 7, 2025 at 10:35 AM
*Mutungamiri Wenyika VaEmmerson Mnangagwa Vanoudza Mayor weGuta reHarare VaJacob Mafume Kuti Vagadzirise Muzinda weCity Sports Centre* *Follow Our News Channel* https://whatsapp.com/channel/0029VaPo0343mFYBOhx7ZR3n *Click Here To advertise on Our Groups and Channels with over 100 000 followers* https://wa.me/+263788782859?text=Hi%20Stepy+I+want+to+advertise+with+you+on+Fresh *Saturday 07 June 2025* *______________________________* Mutungamiri wenyika VaEmmerson Dambudzo Mnangagwa vaudza Presidential Special Investment Advisor, Dr. Paul Tungwarara, pamwe naMayor weHarare, kanzura Jacob Mafume, kuti vagadzirise muzinda weCity Sports Centre. Nezuro VaMnangagwa vakatambira vakarwa hondo zviuru zvishanu kubva kumatunhu ose gumi vachiparura zviri pamutemo chirongwa chePresidential War Veterans Empowerment Scheme kuCity Sports Stadium. Zvakadaro, havana kugutsikana nemamiriro akaita muzinda weCity Sports Centre apo vakaudza chipangamazano wavo, Dr. Tungwarara, naMayor Mafume kuti vakurumidze kuugadzirisa.

Comments