
Nhau Dzinopisa @zimstreetsmedia
June 11, 2025 at 04:55 AM
Follow this link to view our catalogue on WhatsApp: https://wa.me/c/263783873319
Gorokoto Guru 🩷🩷
Mwari Rudo veduwe
Mambo Lamboo kana varipo zvose nezita raJesu zvinonaka
Tinoti makorokoto makuru apo mumwe mudzimai ange anepamuviri pemimba yemwedzi gumi nemumwe (11 months) orairwa nemuporofita waMwari MAMBO LAMBOO kuti mangwana chienda unobara mwana zvisinei nekuti satan ange asingadi zvikabva zvaitika nhasi vabara mwana musikana zvakanaka🩷🩷
Nezuro Muvhuro mai vange vanemimba yange yadarika mwedzi mipfumbamwe vange vopinda mumwedzi wechi gumi neumwe (11 months) vanoti vakainda kudare ramambo Lambo muporofita wemandiriri uko vachinochema kut havachazive kut chii chakonzera shura iri kutakura mimba yoda kusvitsa gore
Muporofita akati satan nevanhu vake vange vakaronga kuti mukadzi uyu zvose nemwana ngavafe rufu asi ngoni dzaJEHOVHA dzazviramba saka mangwana nenguva ino uchange wavenemwana kkkkk💃💃💃
Veduwe zvekuporofita izvi nekurapwa kwevanhu zvinevakatotumwa izvi aaaa zvaMambo Lamboo ndazvikonewa ini kunge kutamba nhy
Mai Ruva vanoti handina kumbosangana nedambudziko pavana vamwe vose vaviri vandakabara ndaingobara zvakanaka asi apa ndange ndotoshaya kut chii
Mai ava vanoti ndinotenda muporofita nekundiratidza zvandaisaziva
Vanoti rimwe remazuva vakataudzana nevamwe mai kumusha kwavo maringe nembambaira dzavakarima asi havana kuziva kuti munhu uyu akange atotsamwa zvekutoda rufu rwavo pamwe nemwana kudaro
Naizvozvo mai ava vati chandinakidza muporofita uyu anotaura zvinhu sezvazviri zvisina kutya kana kufungidzira kunanga nyaya sezvairi aaaaaa ndafara
Murume wamai uyo angoda kudaidzwa nezita remutupo wake wekuti JETA anoti handina chekureva kana chii zvacho asi kungotenda hangu
Muporofita anoti basa rake kusunungura pacho panonzi pakasungwa nasatan uye muporofita ati ndinofara zvikuru nekunyadzisa satan kwandaita
Mucheche aberekwa zvakanaka hapana chakaipa kana chipomerwa
Mai ava vanonzi vange vakasungwa kut vasaita mwana asi zvose zvakandwa kure
Mambo Lamboo vanoti tirikutofamba uye vazhinji vachapepuka tatove mhiri nekuti vana vaJesu havatongwe nasatani
Zvekare muporofita akati vana vekereke inotungamirwa na MAMBO LAMBOO Rudo rwaJESU Apostolic Church havana chinovabata zvachose nekuti vatumwa vekereke iyi vapenyu
Uye muporofita uyu anoti huyai tibate basa rashe nguva irikupera
Kuti munzwe zvizhinji pamusoro pemafambire echinamato chekereke iyi bata Mambo apo
0783822621
0783873319
0710712651
Mambo Lamboo pamberi nebasa
Mhuri yekwaGeza yati tinowedzera kutenda nezvataona izvi tange tongogara takabatira ura mumaoko nenyaya yemimba iyi asi tasunungurwa👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏
JEHOVHA NGAAKUDZWE
😢
1