Nhau Dzinopisa @zimstreetsmedia
Nhau Dzinopisa @zimstreetsmedia
June 12, 2025 at 06:13 AM
*Zviri muAudio yanhasi zvaswera zvichiitika munyika yose, kusanganisira nekunze kwenyika, uri musi weChitatu, 11 Chikumi 2025* https://whatsapp.com/channel/0029VaPo0343mFYBOhx7ZR3n *____________________________* • Hurumende yaVaEmmerson Mnangagwa nhasi yaita shura risina ani anga achimbofungira kuti ndizvo zvaichaita! *____________________________* • VaWicknell Chivayo vapa US$250K kuHighlanders FC, ndokubva vavimbisa US$1M Sponsorship package! *____________________________* • Imbawa isingazivikanwi kuti ndeyani inonhonga kwarusvava nganga kasiiwa naamai vako ndokubva yatanga kukadya kose! *____________________________* • Moto unofungidzirwa kuti wakabatidzwa nemudzanga wefodya waparadza zvinhu paSterling Plaza kuBulawayo! *____________________________* • Mumwe murume wekuChitungwiza atongerwa makore 80 okugara mujere mushure mekubatwa nemhosva dzekubata zvibharo madzimai echidiki! *____________________________* • VaWicknell Chivayo vapa motikari 7 dzerudzi rweToyota Aqua Vehicles kuchikwata chaJah Prayzah. *____________________________* • Mwana ane makore 9 okuberekwa anowanikwa akauraiwa nhengo dzemuviri wake dzakavanzika dzakazvomorwa dzose! *____________________________*

Comments