🛡ACTIONAXIS-EMPLOYMENT HUB🖥
June 13, 2025 at 10:50 AM
*Nanny vacancy* 🤱
*Gweru Churchill*
*Nanny Wanted*
Maswera sei agent ndinonzi mai mishi
ndirikudawo munhu anosara emwana mudiki ane 8 months ndirikudawo munhu anosara naye
ndirikudawo munhu anemwana wake chero asina ndinogara muna churchill ave area ndirikudawo anotanga mangwana chaiye ndinomupa ye transport 2us ndinovimba kuti muchandiwanirawo nekukasika
salary 10 perday
☎️ 0779071900