
🇿🇼LAUGHTER 💠 HOUSE 😂 ZW🇿🇼
June 14, 2025 at 04:35 AM
*Bamukuru🧔🏿♂ namainini👩🏽 vakafamba rwendo vodzoka ndokuwana rwizi rwazara mainini ndokuti bamukuru todii🥹🤦🏻♂️*
*Zvikanzi ngatimirei mvura iserere saka ngatimborarai mainini vakawaridza zvikanzi ndaganhura nezambiya ngatirarei👏🏻*
*Vakarara kusvika kwachena , bamukuru vakaona mvura ahina kuserera zvikanzi aaaa mainini regai ndizame kupinda tione kuti andiyambuke hre🤔*
*Zvikanzi namainini tibvirei apa mungayambuka rwizi rwakazara kudai imi matadza kuyambuka zambiya kusvika pandiri, usiku hwese here bmkru😂😂😂🙌🏻🙌🏻*
https://whatsapp.com/channel/0029VaIWqQQEVccF8O3SPi17
*Becareful paunofamba, haasi ese atinoti maEasy targets imwe miyedzo inokutsvaka, but inogona kuuraya life yako zvachose👏🏻👏🏻🙏🏻*
😂
🙏
❤️
😮
😢
👍
🚮
✅
🏌️♂️
👌
311