🇿🇼LAUGHTER 💠 HOUSE 😂 ZW🇿🇼
🇿🇼LAUGHTER 💠 HOUSE 😂 ZW🇿🇼
June 14, 2025 at 12:27 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaIWqQQEVccF8O3SPi17 *Ndauyawo neIdea, hazviite here muchannel rino kuti toti munhu kana achirwara topota tichinomuona semhuri tomuendeserawo 10KG hupfu, 2 packets sugar, 5 litres cooking oil, neka 20💸 dollars pamusoro🤗* *Sorry guys nelate update, kutaura kudai handisi kunzwa mushe muviri wangu hausi kuita zvakanaka kubva nezuro pamakaona ndati zii paye🥹😭* Yaaaa, zvinoita ❤ Aewa, kwete🙏🏻 Maybe later🥲 *ℍ𝔼𝕃ℙ 𝕋𝕀𝔹𝔸𝕋𝕊𝕀ℝ𝔸ℕ𝔼😭😭🤦🏻‍♂🤦🏻‍♂*
😂 ❤️ 🙏 😢 😮 👍 🤣 🥲 👏 661

Comments