
🇿🇼LAUGHTER 💠 HOUSE 😂 ZW🇿🇼
June 15, 2025 at 05:53 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaIWqQQEVccF8O3SPi17
*Guhwa pa tuck shop🥹💔*
*Kudzi👱♀️:* asikana hamusi kurwadziwa here kuti marambwa na king
*Fadzi👩🏾:* Aaa Aiwa asikana ndasingamudiwo ndaingoda kumudya mari chete.. Handimude ini
*Fadzi👩🏾:* mutengesi ndipeiwo 2kg ye mafuta ne 2litres ye rice
😂😂😂😭😭🥹🙌🏻🙌🏻
*Heartbreak haitsvakidzirwe😭💔🙌🏻*
*SHARE* 🪢🪢💥🔥🔥🔥
😂
😮
❤️
🤣
😢
👍
🙏
❤
💔
😀
251