🇿🇼LAUGHTER 💠 HOUSE 😂 ZW🇿🇼
🇿🇼LAUGHTER 💠 HOUSE 😂 ZW🇿🇼
June 15, 2025 at 06:57 AM
*Mukadzi aka tora phone yemurume kuti aone haasi kundi cheater hr* *Ari kuma contact📲 number, mukadzi akaona number yakanyorwa kuti My Love❤️, My Life💝 nedzakanzi My Chocolate💘* *Mukadzi akatanga kufunga kuti murume ari kumuchita, ndokutanga kufonera dzakanzi My Love❤️ ndobva phone yake ya ringer.* *Ndokufonera dzakanzi My life💝 mhamha vemurume ndobva vadaira😝😂* *Ndokufonera dzakanzi My Chocolate💘 ndobva phone yemwana sikana wake ya ringer* *Mukadzi akaziva kuti zveshuwa murume wake haasi kuhura🥹🥰* *Murume ndokuuya ndokutira phone yake ndokubuda panze ndokutanga kufonera girlfriend pa number dzakanzi (ELECTRICITY BOX)* 😂😂😂😂😭🙌🏻🙌🏻🙌🏻 https://whatsapp.com/channel/0029VaIWqQQEVccF8O3SPi17 *Happy father's Day again!!!*
😂 ❤️ 😮 🙏 👍 😢 🤣 💩 🔥 🇿🇼 467

Comments