
🇿🇼LAUGHTER 💠 HOUSE 😂 ZW🇿🇼
June 15, 2025 at 12:24 PM
*History yezita rekuti Chamboko🥹😭*
https://whatsapp.com/channel/0029VaIWqQQEVccF8O3SPi17
*Chamboko uyu aiva achimbonzi John mukukura kwake.*
_(Regai titi John nekuti Chamboko rakazouya later)_
John uyu nemabhurukwa 14 ne vase 1 yekupfeka*
*Murume uyu aiva nemukadzi aifarira zvekunamata uye aiitira murume wake rudo kana abva ku church.*
*One day John akada kuenda kuchurch vakabva vaenda vese nemukadzi wake.*
*Musi uyu kwaparidzwa verse yaJohn 14vs1*
*Church yakazosvika pakupera atobatikana neverse yakange yavhurwa, kupera kweshoko vanhu vakaimbazvee,*
🎼 Johani 14vs1" " vs1
🎼moyo yenyu ngairege kubatikana
*Church yakapera ndokubva vaenda kumba, John uya ndokusvika ndokurova mukadzi kuti waindiitira rudo uchiziva kt unoudza vanhu kuti ndine mabhurugwa 14 ne verse 1 iwee😭😭🗣️*
*Kupera kwazvo John akabva ati kubva nhasi ndave kunzi Chamboko Chewaya🥹💔🙏🏻*
> Kana waverenga wosiya reaction nekupawo umwe😂🔥🔥🔥 Chamboko rakabva nekure🔥🔥
😂
❤️
😮
🙏
😢
🔥
👍
❤
💩
👏
593