🇿🇼LAUGHTER 💠 HOUSE 😂 ZW🇿🇼
🇿🇼LAUGHTER 💠 HOUSE 😂 ZW🇿🇼
June 16, 2025 at 01:35 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaIWqQQEVccF8O3SPi17 *Chamboko was swimming but akasvika panguva yekuti anga onyura mudziva...akabva achema kuna Mwari kuti vamubatsire.......* *Pakabva pauya chikepe kuti varume vaive nacho vamubatsire...Chamboko akabva aramba akati Mwari wake waanonamata achamubatsira panjodzi iyi....* *Chamboko akadzamara anyura akafa akaenda kudenga kuna mwari...akasvika akabvunza.....* *`Chamboko`👨🏽‍🦳: Ko nhai Mwari wangu makaregerei kundibatsira pandakatambudzika mumvura ndichinyura.....* *`Mwari🗣️`: Terera unzwe chikomana .....ndakatumira chikepe kuti ndiratidze simba rangu asi wakaramba kutenda mandiri* 😹😹😹😹😹😭😭😭🙌🏼🙌🏼
😂 🙏 😢 ❤️ 😮 👍 😭 😹 😎 🙆 251

Comments