🇿🇼LAUGHTER 💠 HOUSE 😂 ZW🇿🇼
🇿🇼LAUGHTER 💠 HOUSE 😂 ZW🇿🇼
June 17, 2025 at 04:36 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaIWqQQEVccF8O3SPi17 *Rimwe zuva ndakabva kuchikoro ndanaiwa nemvura.⛈️* *💁🏽‍♂️ Sisi vangu vakati stupid brother sei usina kumira mvura ipere kunaya wozouya* *Sekuru vangu vakati stupid muzaya sei usina kuenda kuchikoro be umbrella.☔* *Baba vangu vakati stupid son sei usina kukumbira kuhwanda mvura Kumba kweshamwari yako wozouya yapera kunaya* *Amai vangu vakati nenzwi nyoro stupid rain sei usina kumirira mwana wangu atange asvika yozonaya vachindiomesa mvura kumeso musoro nemumaoko.* Chidzidzo chatinowana ndechekuti hapana munhu anokuda pasi pano kudarika amai vako! *Luv yu mom❤️* *No one can love you as your mom🥹😍🥰❤️👏🙏🏽* Drop one emoji for your loving mom😊🥰❤️🔥
❤️ 🙏 😂 👍 😢 🥰 🔥 ❤‍🔥 😮 1.4K

Comments