
🇿🇼LAUGHTER 💠 HOUSE 😂 ZW🇿🇼
June 17, 2025 at 05:31 AM
*Rimwe gore takavigirwa muroora👩🏻 ndokumuti ooh huku, (zijongwe)🐓 iyi uuraye makoti akauraya akabika🥘 ende yainaka ave manheru munhu wese akanzwa mudumbu naiyevo ,tikati chiii makoti akati ini handigoni kuuraya huku🐓 saka ndaipa mushonga wemakonzo🐀*🙆🙆🙆
https://whatsapp.com/channel/0029VaIWqQQEVccF8O3SPi17
*Ndati kwakamhanyiwa musha wese🥹😭😭🙆🏿♂️🙆🏿♂️🤦🏻♂️*
😂
😮
😢
❤️
😭
🤣
🏌️♂️
👆
😹
🙆♀
346