🇿🇼LAUGHTER 💠 HOUSE 😂 ZW🇿🇼
🇿🇼LAUGHTER 💠 HOUSE 😂 ZW🇿🇼
June 17, 2025 at 11:43 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaIWqQQEVccF8O3SPi17 *Chamboko aiva nevakadzi vatatu zvino barika rakanga rava kumukurira. Akati regai ndiroore umwe pavatatu apa. Sezvo aida vese akada kuona Kuti ndeupi ano gona kuvaka musha* *Ndokufunga zano rokupa umwe neumwe mari inosvika iyo $ 500* *Mukadzi wekutanga aka ndotenga mafuta ake ekuzora facepawder makeup nechikafu chomumba, imwe yasara ndokupawo vabereki vaChamboko ndobva yapera* _Chamboko uya akafa ranazvo_ *Wechipiri ndokumhanya mutown ndokundo tenga mubhedha phone yake neye murume wake, imwe yasara ndoku bhadharira vana chikoro ndobva yapera* _murume ndobva afara nazvo_ *Wechitatu ndokutora mari iya ndokuvaka imba hombe hombe, imwe mari yasara ndokuitora ndokuisa mubank account yemurume wake ndabva Chamboko afara nazvo🥹🤓* *Zvakazoshamisa hama dzese, Chamboko uya aroora Chipo, muvakidzani wake akanga ane mazizamo nemazigaro, uyo ainge abva Jozi.🤣🙌.*
😂 😢 😮 ❤️ 🙏 👍 🖐 😱 🙌 203

Comments