🇿🇼LAUGHTER 💠 HOUSE 😂 ZW🇿🇼
🇿🇼LAUGHTER 💠 HOUSE 😂 ZW🇿🇼
June 18, 2025 at 04:38 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaIWqQQEVccF8O3SPi17 *Ndiri muTaxi🚐 kune kunhu kwanda mukira kuenda.Pane machinda akagara kuSeat riri kumashure nerangu.Umwe ndiye atanga nekuti "Haaa guys dai pasina kuhukura kwaita imbwa dzepaNext dzaita kuti ndimuke haa nhasi ndainonoka kubasa, ndidzo dzazondimutsa" umwe kwakuti "Ini ndoSetter alarm ndoisa ziHigh volume,Haa ikarira unototi upamuke, umwe wekupedzisira kwakuti ini ndamutswa neNoise yevemuNext vanga vachishaudhanha. Mudikani uri kuverenga post ino ndangoti ndikuudze kuti kune kwarira maAlarm akarira but vanhu vanga vakamaSetter vatadza kumuka,Kune kwahukura imbwa kusvika pakushoshoma asi vemuNext havana kukwanisa kumuka.Anomutsa vanhu ndiMwari Musikavanhu,Dai maAlarm aimutsa vanhu angadai achishandiswa mumaMortuary pazvitunha,Dai kutukana kwevemuNext kwaimutsa vanhu tingadai tichinotukirana kuzvipatara paSide pevarwere.Ngatimbowanei nguva yekukudza musiki.Tirinyama tinorasika apo neapo asi ngatiwanei nguva yekumbopfugamira musiki* *THANK YOU LORD❤️🙏🏽*
🙏 ❤️ 😂 👍 🤍 👏 🔥 😢 😮 635

Comments