
CHAKAFUKIDZA DZIMBA MATENGA💦💦💦
June 13, 2025 at 04:10 PM
*kureurura*😔
*Sorry Tete ndakaona topic later*
Please hide
Hie tete keylin ini ndoda kureurura chekutanga ndoda kuti mwari andiregerere vazhinji vedu tikutoita vana vekutsvaga kuti tovawanepi asi tichishaya mbereko so zvakaitika ndezve kuti I dated a guy last year February so pakudanana kwanku naiye takarara tese and then bvandaita nhumbu ndaita nhumbu kudaro ndakamuudza akati bvisa apa ndaisaziva kuti ane mumwe muskana wanga atone 4yrs vachidanana so zvakaitika ndezvekuti apana munhu akaziya kuti ndine nhumbu Mumba medu ndakabva ndagara ndakadaro so mimba payanga yane 4 months mukomana akandifonera akati ndatizirwa ndikati watizirwa nani zvikanzi nemuskana wandaidanana naye ndakachema andidi kunyepa saka nyaya yakazotanga kunetsa ndeyekuti ini ndaienda ku skull ndaita course but ndaka tryer by all means kuti nhumbu isaoneke ndakatanga kuudza mukomana kuti ko preparation howfar akati ndichatenga zvakangogumira mukutaura iye achiti ndakakuti bvisa saka uda kuti ndiite sei nayo nhumbu yacho ndikati nhumbu yamu 6 months aiite kubvisa zvikanzi ameno ndeyako saka ndakasara ndisina option ndakabva ndagara nenhumbu kusvika mu 9 months pasina kna munhu 1 akaziya kuti ndinayo munhu aingofungira ndimom chete so nhumbu yakazoti yorwadza apa ndaive nesister ynku ane 24yrs taienda kumasvingo andina kumuudza kuti inhumbu yakurwadza ndakaramba ndakanyarara so papaye ndakagara mubus shupa yakaputika ndakabva ndatotesa skirt yandaiva nayo ndikamunyepera kuti ndazvitira weti akati chimira tiite zvekuti tisvike vanhu vakanosiwa nebus todzokera kumba ndikati Boe so vanhu vakasvika kumasvingo ini nesister ynku bvatakumbira kudzokera Harare driver akabvuma fast forward tamu bus paye bvandaenda ku back seat bvandanorara ikoko ndanorara andina kuziva kuti mwana akutobuda ndakazvara mubus imomo mwana ahana kana kuchema kana kudiii ndakabva ndamuvhara nezambia saka ndakabva ndatanga kufunga kuti zvandazvara mwana uyu ndomupei ahana kna preparation kna chekuti pfeka paiva pasina kna 1 so ndakazongovhura window reku back seat....bvanda mu**sa after that ndakatanga ku bleeder non stop bvandasunga Zambia randaive ndinaro so sister ynku yaingoti kurwara bvaafonera ana mom akavati ndarwara saka takati tamu town manheru around 11 ndakabva ndadonha ndakabva ndati zii ndakazomukira mumota zvichinzi tikuenda kuchipatara ndikati no ngatiendei kumba andisi kuda kuchipatara semunhu aziya nyaya dzake takati tasvika kumba ana mom vakatitambira zviya zveku vhunduka nekuti vaingowona ropa richiyerera ndakabva ndageza ndikanzi imborara ndakarara kusvika makuseni ndakunzwa zviri nani soo mazuva ati fambei mukomana uya akatanga kufona zvikanzi wakazoita sei ndikati ndakazvara mwana akafa aingonetsa ndichinyepa kudzamara anyarara.
But ndakaita izvi nekusada ndaiva ndisina option kuti ndodii nekuti pekutangira papasina but apana kna 1 anozviziva pavanhu vemumba kna vekunze dangoti mwari ngaandiregerere nezvandakaita ndakatadza zvikuru chaizvo ndega ndotozviti andife ndakapinda denga chairo mwari ngaandiregerere.
😢
😭
😮
🙏
❌
🙆♂
👍
❤️
👺
💔
106