CHAKAFUKIDZA DZIMBA MATENGA💦💦💦
CHAKAFUKIDZA DZIMBA MATENGA💦💦💦
June 15, 2025 at 07:15 PM
Ndine nyadzi hama .. Ndini uyo mwana wanku mukomana auya kubva harare kubasa mukadzi wake ndaigara naye zvangu.saka mwanakomana wanku akasvka mukadzi pasina ndokusiya grocery mumba make ndokutevera mukadz kumvura kwaaive aenda.ini sarei pindei mubedroom ndchida kuona grocery raanga auya naro kuti ndizoziva kut muroora aosara nezvakadii kna akandiksmurira rangu.ndazivei kut mwanakomana wanku asangana nemukadzi munzira avakutouya ndakazongonzwa vanhu vava padoor .ini pfee pasi pemubhedha zvanku..muroora ndokubuda kunogeza ini ndripo zvanku pasipo.paskadzoka mwana wanku ndokubvunza kut mai vaendepi zvapati zii zvikanzi havamo mumba hameno vaendepi vanenge vati sezvo taane nguva tisina kuonana regai ndvasiye vambofadzana havo..ndakazongonzwa pochemewa pamubhedha gare gare ndokuona makumbo netsoka zvatsika pasi zvichirova maclucks ipapo uku mumba muchichemiwa ndaosaziva kut muroora wanku unonakwa kudaro uku mwana wanku achinon'era kunge gudo ...vakaitana vakapedza ini ndripo hangu.vapedz muroora ndokubudazve kunotarira kut ndauya hre kwakundishaya akat rega ndifane kurongedza zvnhu ndchikamura zvimwe ...ini ndaiona zvese hanku ndri pasi pemubhedha.akaisa zvishoma muplastic bag ndokupfugsma kut aise.pasi pemubedha ndiye dhuma dhuma navamwene vake ndakateya ziso zvanku..kubva gore iroro ndakatama ndikaenda kumusha kwangu handina kuzomboonana navo fut nenyadzi
😂 😮 👍 🙏 ❤️ ☹️ 😁 😢 😤 🤔 50

Comments