CHAKAFUKIDZA DZIMBA MATENGA💦💦💦
CHAKAFUKIDZA DZIMBA MATENGA💦💦💦
June 17, 2025 at 07:35 AM
*Mukadzi wekuCongo 1* Hi post for me as hide. Ndirimurume and makore makumi matatu nerimwe chete okuberekwa. Ndine confession . Ndirimuno munyika ye south Africa kujohanesburg. Ndaksangana nemusikana anga akaisvonaka tikataurirana dzerudo tokanzwanana. Ndakatanga kudanana nemusikana uyu ndezvemugore ra2017 musikana uyu aibva ku Congo aiva nesaloon uyezve ayiva nemari zhinji sorry kurebesa nyaya) takadanana timachata 2019 hama dzangu.dzaivepo dzake pakange pasina paingova nemashamwari.ake.ekuCongo vanofara muno mu South Africa takazochata tave nemwana musikana tikagara hedu zvakana makore ose Aya dambudziko ravepo nderkuti mavhiki matatunapfuura urimusiwe muvhuro mudzimai akenda kubasa akandisiya nevana sezvo ini ndainge ndisimgaendi kubasa zuva iroro mudzimai akenda haana kudzoka kusvika parizvino. Mdakenda kusaloon vashandi vke. Vakati ankangouya akasiya mota tikafunga kuti arikunotenga chikafu haana kudzoka foni yake haipinde shamwar. Dzake dzirikuti dzave nenguva dzisina kmuona now ndakano report missing person chirikunyanya kundinetsa vana varikuda Mai vavo ndooyasei nevana avo veduwee Now ndakumbotsvaga vemasowe ndinzwe kuti mai. Varipi ava ndichauya. Ndokuudzai kuti zvanzi chii vanoda part 2 isai malikes 🙏🥰❤🌹💙💛🦚💍🍓🌟
❤️ 😢 🙏 👍 😂 😮 🔥 🙆‍♀ 💔 186

Comments