CHAKAFUKIDZA DZIMBA MATENGA💦💦💦
CHAKAFUKIDZA DZIMBA MATENGA💦💦💦
June 17, 2025 at 02:35 PM
Murisei she cool post nyaya yangu mudare ndinzwewo kuti zvnoitwa sei chitupa vigai henyu nyaya yangu yakadai ndiri mukadzi ane 20yrs ndakaroorwa last yer October buh andisati ndambogara nemurume wangu ndakaita zvekutiziswa pabirthday remurume wangu murume wangu so murume wangu anogara Uk paakauya pacho aiti akuda kuroora asi aaana kuzoorora akabva andibreaker virgin achibva aramba kt ndidzokera cz kumba kwacho kwaipisa nehanzvadzi dzaamai so iye munhu anondida akati usachidzokera unonorohwa nana sekuru vako so pandakatizira akangoita 1week achibva adzokera uk 🇬🇧 ndakasara chigara navamwene nemuzukuru pamba tingori 3vamwen vangu avasi munhu anoshusha hake buh iii hamawe munhu uya asingajairike ameno kut kukura erI or cz munhu akuma 67 avasi munhu akasununguka buh aisi nyaya hayo cz ndozviripo murume wangu ndiye gotwe uyezve ndiye ega mukomna so kubva murume wangu anditizisa akadzoka muna feb nekuda kwehurwere hwamai vake zvekt dai pasina hurwere kutaura kuno dai asina kuuya cz akangogara 1week chete achibva adzokera so nyaya iyi ikundirwadza ndatova ne9months ndaroorwa buh andisati ndamboitawo mwedzi chigara nahubby wangu uyezve kumbograwo tese chimudzidza kubva ndiri musikan yaingova long distance relationship ndaiti kana taroorana tichagara tese asi iii ndinenge chatokwanisa gore pasina chabuda apa ndiri munhu anejeko andina nhumbu so ndinoti pamwe dai ndaigarawo nemurume wangu or taispender time yakawanda pamwe dai ndava nenhumbu but haa murume wangu haasi kuda zvekunditora anenge achingoti ndikugadzirisa so panezvakamboitika kumashure azvina time hazvo ndaonekwa nemushonga wejeko zvikanzi mushonga wekudyisa muroi muroora anoda kubvisirwa tonomupereka izvi zvakakonzereswa natete vasina murume vane 43yers tete ava vandifarire zvachose vanotoda ndirambwe asi Mwari ndomutenda cz anomira neni pakazoitawo madzibaba vefmily ndivo vakandimirira vakati hausi mushonga unokuvadza ndokupera kwakaita nyaya so now takugara navamwene nemuzukuru tete vakadzokera nyaya iripo ndakambotaura neumwe mukomana buh haasi ex wangu munhu aingondidawo ndataura naye kudaro murume wangu akahiker facbook yangu so akabva aona mamassge akatsamwa buh nemunhu uyu taisataura dzerudo or dzakarerekera ikok dzangova nyaya dzekuvhunzana urip ndikamuti ndiri kumba kwedu andina kutaura zvekut ndakaroorwa also semunhu asina kubvisirwa also asati a experienced chinonzi marriage chacho kutotaura kut ndakaroorwa kunondibata bata cz andisi kuziva kt marriage yacho ichasvikep nekut iii ndaneta nekugara navamwene munongozivawo mazera edu aya tetichimbodawo kuenjoyer marriage buh as for me haa vamwene ndiye atori murume wangu cz pavari ndopandiri so murume wangu paakaona mamassg aya akatsamwa hanzi waitirei kut urikumba kwenyu wadi kuti ndakarooorwa ndikt cwakaroora kup nhai iwe zvino zvakamubhowa now akudanana naex wake ndakaona mamassg pafacebook yake cz ndakahiker facebook yake nelaptop yangu so iye anga asingazvizive ndakazomuratidza nezuro ndakumuudza kt ko wakutopanaka number naex kut munyatsotaura paappp so iye anenguva dzaanoita vid call oti share screen achiona machats angu ini handina mukomna wandotaura naye pa app or kucheater buh iye mazuvano ndikamufonera anogotaura neni 2mins obva ati chakufonera orega kufona kuya ndini ndinotozomufonera obva atanga kt hehe ndenge ndakaneta plus ndendiri busy but aisambozviita kumashure kwese uko tatoura kan husiku hwese buh now 45 mins chaidzo adziperi anenge atondipa excuse. Not kt ane aripabasa buh anenge achiti ndiri pagroup call refamily hamawee ndikubatikana ini kut anditore anoti paunouya unofana kuuya namam azviite kt ndikutore uri one so. Iii ndikubatikana kt pachiri nemarriag er apa nekut haa akutotanga kuhura hake nema ex ake ukamuvhunza hanzi I’m no longer care mafeelings angu akuita achipera nekuda kwekuti ndakaona uchitaura nemukomana apa dzaingovawo nyaya asi chaanofarira kuita sex online anotondifonera achiita sekut anondida too much buh akangopedza kuita s^x online neni aaachatobatiki akutotanga hunhu hwake so ndikushaya ndodini veduwe ndakamuti sei uchinyanya kufona kana uchida ndikuitire something hnzi cz ndokuda kutoita s^x online newe kuratidza kut andisi kucheater plus ndikuda kuti mafeelings angu asapere so So hamawe ndibatsireiwo pane rudo er apa ❤️ Enda kumba kwenyu ukungoshandiswa kuita maid xwekumba kwavo 💔 Shinga zvichanaka 😢
💔 😢 😭 😂 🙏 ❤️ 😮 🍻 70

Comments