CHAKAFUKIDZA DZIMBA MATENGA💦💦💦
CHAKAFUKIDZA DZIMBA MATENGA💦💦💦
June 18, 2025 at 04:29 PM
Hie Admin isusu kwedu mashura akamboitika pachikoro pataidzidza kwaMurewa uko.taiti kana takubva kustudy maday aipfura nemuground repaxul pedu akudxokera kumba vaiti tinoona mapostori anenge achinamata everyday Kuma 10 husiku saka mumwe tichibva kustudy takapinda mudom kwakuti hativaperekedzei vanhu vanoenda nemuground taiva tatoronga boys negals restrim redu taiva ma book 6 ipapo haa taakubuda padoor haaa takaona munhu ane zigumbo rakareba haa pakafambwa kodxokera mukati haaa pakafambwa ndati kubva musi iwoyo taingoti tichibva kustudy nekupinda mumachira...
😂 😮 🙏 10

Comments