
Zim Confessions 🇿🇼 Zviri Mudzimba 🇿🇼 Nyaya Dzebonde 🇿🇼 Jokes
June 17, 2025 at 10:42 AM
Hi TM ndine mubvunzo let me know when you post my message. Ndakaroora mukadzi ane mwana wake . I do everything for her and her child hapana chaanoshaiwa even mwana hapana chaanoshaiwa , l work my ass off to make sure kuti iye nemwana wake varatidzika but yesterday Father's day she never mentioned anything about Father's day to me but l caught her on the phone talking nababa vemwana achitoti happy father's day to her ex asina kana chaanomuitira let alone mwana wake wandikufondokera ask makazenzi kuti is it fair or ndikutokwevawo hangu dovi nestrall

❌
😂
💔
😢
🙏
❤️
🙅
🙌
☝️
❤
63