Zim Elites Official 🇿🇼
Zim Elites Official 🇿🇼
June 17, 2025 at 09:28 AM
Hie Tee viga , inini ndakadzidza paHebron High apo , ndakambojoina satanisim , pane musikana wemudorm mangu aive akapfuma aindifarira zvisingaite msikana iyeye , so Pa birthday rake akandipa half cake ndikadya zvangu mausiku kwaakutozviona ndatowe murwizi kwandaisaziva ndichimbirwa nevanhu vanga vasina kupfeka vakandikomba vane nzara dzegold vachitopururuza vachindikandira mari , ndikatambidxwa gate rakanga rine liquid yered vakanditi imwa manje ndipo pandakanwa vakafara pandakamuka makuseni mukanwa mangu mainhuwa ropa ndakazongotanga kurwara paya ndikaenda kumba , apa ndandakuty kana kwavira ndairara ndakasvinura ndichiti ndotya kuimbirwa nevanhu vasina kupfeka ndipo pandakazoendeswa kwapastor demon racho rika manifester ndikatozo transfer https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U
😮 😢 🙏 😂 ❤️ 👍 166

Comments