
Zim Elites Official 🇿🇼
June 17, 2025 at 12:33 PM
Hie Tee nni pafazh pandakadzidza kupri xul panga pane this forest raityisa so 1 day tiri kumagrounds takaona chinhu chaiita kunge munhu but changa chine nyanga n ropa pamuromo chakakura,all of a sudden vanhu vakawanda vakangofenda icho chikamhanya chakananga musango immo since tt day it's called devilll forest munoonekwa zvinhu zviri weird nyoka hombe ,mazizi taigona kutongotanga kunzw a mascreems tiri kugrnd
https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U
😢
😮
🙏
69