Zim Elites Official 🇿🇼
Zim Elites Official 🇿🇼
June 17, 2025 at 01:04 PM
Hie Tee,hide please,,,,ini when l was in book 6,pane musikana watayiita naye ma extra lessons so rimwe day tisati yatanga lasson akatanga kuda kutaura neni and l was happy kuti andifarira,boys rikatondisimbisa kuti babe ranakirwa neni and ndanga ndakutoda kupfimba wangu so takabva taenda kulasson,,,Tiri mulasson anga akagara nechekumberi mbijana ini ndrikumashure so akatanga kundipa ziso reruchiva ukaramba akanditarisa riya so ini since ndanga ndanakirwawo nebabe ndakaramba ndakamutarisa zvekusada kukundwa bcoz ndaizoita senge ndotya mababe waona,,baba takatanga kuita kanenge kakurwisana nemaziso saka ndanga ndasvika papoint yekuti ndanga ndakutoona rima apa muclass manga makatozara vanhu mudzidzisi achitodzidzisa so ndakabva ndazotarisa kuside hana yangu ichibva yatanga kurova baba,mwiri wakubvunda,,,Then iye paakaona kuti ndabvisa maziso kwaari akabva aburitsa mafuta akaita sema lotion akareba aya(size ye nivea) ndobva azora..lasson rakapera ndobva tabuda panze so ini ndakazobuda nevamwe vanga vari kumashure shure haa baba ndakasvika akaunganirwa nevanhu vachinhuwidza mafuta aanga azora aya,ndobva auya kwandiri achiri inzwa ndichibva ndaramba ndichimuudza ipapo kuti siyana neni handizvidi zvese zvauri kuita ibva wasiyana neni,,,,,,,Nyaya yacho yakakura wangu bt honestly zvakatondibatsira coz from there am a devoted follower of Jesus Christ....By the time yatakazopedza kunyora anga ajoinisa vakawanda coz panga panga pane vamwe vanga vakuita zvishamiso kune mamwe maclass
😮 😢 😂 🙏 ❤️ 👍 110

Comments