
Zim Elites Official 🇿🇼
June 17, 2025 at 03:52 PM
Hie Tee ndakati ndiri gr 7 it was 2018,so inini ne friend yangu tisu taino cleaner mu offline ya headmaster everyday after lunch,saka ndakazosimudza bauchi ra head kuona murikudona kanyoka Kadiki kakasungwa ne tambo ye red day racho handina kurara ndaingorota kanyora kaye apa madzikirira nanhasi andina wandakaudza
https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U
😂
😮
😢
🙏
116