Zim Elites Official 🇿🇼
Zim Elites Official 🇿🇼
June 17, 2025 at 05:19 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U Hie Tee plz hide id. Ini ndaidzidza kuchikoro chonzi serima high school chikwa gutu chatsworth iy was a catholic school. I was form 1 in 2005 haaa pachikoro paityisa ipapo. Hostel redu rarakabatana nema toilets anga ane ma shower mkati asi vanhu vaishandisa bucket system nekuti aisabuda mvura. Asi manheru na exactly 12 mid night wainzwa muchigezwa ne shower vanhu vachitaura nyaya vachiita se vakukwesha man'a pasi. After that ko uuya chimwe chichembere chotanga kudyisa 1 by 1 vanhu vachitsenga kana chasvika pa bed pangu cho jumper i dont know chaizviona here kuti ndakamuka or wat chopedzisa line hapana kana day rachakambotaura neni Ndakanouudza boarding mistress following day zvikahi hazvitaurwe unodzingwa chikoro. Ini ndikafunga kuti vabereki vangu vavaita zvekusunganidza kuti ndiende ku boarding ndakangoshinga asi zvaiitika every day for the whole year kusvika tazoenda ma dorm e form 2 ndobva zvati zii Then 2008 kumadorm e for 4 paiita sembwa dzikurwa panze dzichitaura asi ukabuda panze waisaona anything or matsimba ekuti pambofamba mhuka
😮 😢 😂 🙏 ❤️ 👍 184

Comments