Zim Elites Official 🇿🇼
Zim Elites Official 🇿🇼
June 17, 2025 at 05:29 PM
*➡️Follow Our Channel Link for TILDER Zim🇿🇼,BHOZHONGORA LIVE, D££p,Dhaki S£cr£ts and c0nf£ssions* https://whatsapp.com/channel/0029VaIKglG8V0tfLJWjcE3a *Zvinoitika muhupenyu* *F@m!ly Dark S£cr£ts and c0nf£ssi0ns* *Zvinoyera* *Zvinotyisa* *Zvakavanzika* *Humhondi* *Hurombwa* *Hupfambi* *C0nf£ssi0ns* *D££p s£cr£ts* *📍Zvinoitika Muhupenyu* Gweru kune vanhu vakatenga imba yavo. Nyakutengesa imba akapiwa zuva rekubuda kuti akatenga apindewo. Zuva rakasvika asati abuda saka akazo budisirwa midziyo ikaiswa panze nokuti mota yemidziyo yeakatenga imba yange yasvika. Akati ndokumbirawo room diki iyi ndiise zvinhu zvangu zvakakosha akatenderwa. Vakazotakura zvimwe vachiti vachadzoka kuzotora zvakakosha zvasara mukaroom kadiki. Saka ikozvino mukaroom munoita ruzha muchichema zvipuka zvakasiyana uye kumarwamarwa kwedoor. Rimwe zuva vanhu vose vakamuka vakarara panze. Madzimai nevanasikana vose vairitidza kuti vange vaitwa madzimai nezvavasingaone. Murume akanzi huya utore zvinhu zvako muimba yawakasiya aitiza tiza. Vakafamba vakaudzwa kuti munhu uyu akatenga imba iyi neurombwa. Ssi haana kunobhadhara saka iye ahachakwanisa kurara pamba arikurohwa uye vose varume nevakadzi varikuitwa madzimai ,saka ahatokwanisi kudzoka arikutya. Pakatoipa saka mubatsiri akati mudanenyi ini ndiripo atore zvinhu zvake. Saka akauya nokuda kwemapurisa vakati endai mutaurirane atore zvinhu zvake. Achisvika pa door akadedera akatanga kuchema akazvitira wiwi. Akapinda akabuda akabata kabag kadiki kakasviba kasingaremi. Akadirwa mvura nemubatsiri akati pari kutsika ndipeyi mutsvairo akatsvaira tsoka dzeke achibuda pamusha. Pasina makumi maviri emamita akabva adonha akatanga kubuda ropa munhino nemunzeve imba yacho ikatsemuka marata ,akatogrwa akaendeswa chipatara akasvika achifa....
😢 😮 🙏 😂 👍 ❤️ 99

Comments