Zim Elites Official 🇿🇼
Zim Elites Official 🇿🇼
June 18, 2025 at 06:08 AM
Please post muchannel hi Tee haaa nyaya yawatanga iyi kaaa ma1 ndakaroorwa ndine 20 years kutobvisirwa ndokubva ndaenda kumba Kwang nhumbu ndokubva yanetsa kubata murume aingondisimbisa achiti zvoita don't worry mwana chipo chinobva Kuna mwari then ndokubva atsvaga mukomana wemombe aitoenda kumasowe achizviti ndirimuporofita taitogara naye pasame house umwe musi ndokubva tete vauya hanzvadzi yemurume akauya achida kutobatsirwawo ndokubva zvanzi munhu wese ngabude panze tikabuda takunamatirwa paye bvandangonzi mai imi mune mushonga urimumba menyu wamukuda kupfuwira murume wenyu ndikati andina ini endai monoutora wakatsvangwa ukashaikwa mangwana acho makuseni hubby akangonditi imboenda kumba nasekuru ndakauya kuno Harare ndisingaziye kuti ndikunorambwa tasvika kumba kwambuya vangu ndovaunzwa nasekuru vaye kuti tauya nemunhu wenyu atichamuda akavapa 1$riye remabond musha ukatoparara paye ende nanhsi ndichiri nebundu pamoyo ndongo kwamuri ikoko vekwa charity ,Nkululeko namadzibaba venyu mwari akurangei neshamhu ineminzwa usandi hide hako😭😭😭 https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U
😢 😮 🙏 😂 ❤️ 👍 260

Comments