Zim Elites Official 🇿🇼
Zim Elites Official 🇿🇼
June 18, 2025 at 07:36 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U Hie Tee maporofita hatina zera nawo inin baba vekwangu vakangouya 1 day zvkakwidza kubva kubasa kudoti nhai manzwiii kwakutanga kutukwa hnzi ndaporofitwa kut shamwari ikuda kundibira mkadzi nemushonga ndkat saka ini ndini ndadii nhai apa uone ndandakatoivenga shamwari ycho mmmh after 2 dyz hameno Satan wacho akabvep shamwari Iya kwakuuya tsvee kt isheedze shewe kwakudeedza inin hnzi ndkuigirai magwavha haa guys hamuna kudyiwa ropisa munhu kwakutanga kudhakwa big time doro mbanje kayembeya uku akuuitira mumachira kutaurisa gyz I tried to be strong 1 day kwakunditi enda unoudza baba vako vaite hunhu vanokut hesi pakudii sezvinonzi morara mese gyz ndkamudira rough kwakurwa paye kusen kwakutot enda kumba kwenyu hauna hunhu maiguru vcho kutokuzira kut baba vngu havaite vanditi hesi haayaz ndokutoparara musha apa ndaimuda munhu wangu mufunge ndinongoti kwauri Vincent namaiguru vako murimbwa don't hide I don't care newe tapfuma shamwari yacho uri dutye remunhu
😂 😢 😮 ❤️ 🙏 226

Comments