Zim Elites Official 🇿🇼
Zim Elites Official 🇿🇼
June 18, 2025 at 08:11 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U Hie Tee ini ndaienda kumasowe kubv 2020 tave 2024 murume akasungiswa negirlfd rake achinzi andirepa ndobva ndaenda nepandogona napo murume akabva abuda mujeri after 3 weeks ndobva adzoka kumba tikatanga kuenderera mberi neruodo asi murume akangotanga kuchinja kuita shumba chaiyo mumba ndobva mndabvunza kut kochii nhai hanzi ndakaudzwa nemuporofita kt wakasara ukahura pandakasungwa kubva ipapo baba havana kumboita hanya mumba aive ave mazvake zvake kupedzisira imba yatoparara ndinoti kwamuri ikoko vamuporofita newe.bhangu Mwari akuitire zvakanaka
😢 😂 😮 ❤️ 🙏 👍 97

Comments