Zim Elites Official 🇿🇼
Zim Elites Official 🇿🇼
June 18, 2025 at 10:10 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U *Paka-paka Gweru.* *Mhuri yeZimbabwe kuGweru kune vamwe baba vakatengesa imba yavo ,vakatengesera umwe mugari wemuGweru asi vaingogara maLocationa akasiyana chete.* *Baba vatengesa imba vakataurirana zuva ravaizobuda kuti munhu atenga imba auye agare.* *Mhuri yeZimbabwe rasvika zuva riya munhu akatenga imba akafona achiti "ndakuuya nezvinhu zvangu".* *Akatengesa imba akabva endai henyu zvinhu zvese zvapera.* *Murume wekutenga imba akazoshamisika achisvika nemhuri yake achiona imba yacho ichitori nezvinhu zvemunhu akatengesa imba.* *Zimbabwe pamba paitova nemhuri yemurume akatengesa imba ,apa zvichitonzi baba vakatengesa imba vaane 6 days vasipo pamba.* *Zvainzi vakabuda pamba vachiti vakuenda kubasa kubva ipapo havasati vadzoka.* *Vakabva vafonerwa ndokuti "fanai henyu kubuditsa zvinhu panze ndiri kusvika ipapo manje manje".* *Havana kutoravo nguva vachibva vasvika zvinhu zvitori pakati pekuiswa panze.* *Zvinhu zvakaiswa panze asi mota yekutakura zvinhu yanga isipo , baba ava vainge vakatoudza mhuri yavo kuti imba vatengesa uye kuti vatenga imwe nyowani.* *Zimbabwe vanhu vakagara kwenguva refu kusvikira baba vekutengesa imba vazoudza mutengi wemba kuti "ndokumbirawo kusiya zvinhu zvangu zvine hukoshwa mukaRoom kepano zvimwe izvi zvogara hazvo panze asi pane zvisingaite kuti zvive panze".* *Mhuri yeZimbabwe pamba pane kaRoom kadiki ,tingangoti kaStoreroom ndivo maida kuiswa zvinhu nababa vekutengesa imba ,vakabvumirwa havo kuti vaise zvinhu zvavo.* *Zvakazoitika ndezvekuti pavakaisa zvinhu vanhu havana kuona kuti chii chaicho chaiswa.* *Ava mangwana makuseni murume akatengesa imba ndipo paakabva pamba apa asi haana kuenda kure , akaenda kunoroja 3 rooms muSame street imomo.* *Mhuri yeZimbabwe baba ava vakatengesa imba ine 7 rooms vakanoroja 3 rooms apa vane mhuri yakakura, asi vainge vamboudza mhuri yavo kuti ndatenga imwa imba nyowani asi isipo.* *Pavakaisa zvinhu muStoreroom yepamba yavakatengesa vakapihwa maKey epaStoreroom nemutengi weimba vakanzi "chibvai matakura makey emukaRoom ikako munondipa kana matora zvinhu zvenyu".* *Zimbabwe murume uyu paakatama kuenda pa3 rooms haana kuzobvira aenda kunotora zvinhu zvaakasiya muStoreroom.* *Zvakazotanga kuitika ndezvekuti mhuri yakatenga imba yakatanga kunzwa noise muStoreroom macho.* *Vanotaura vachiti maichema mhuka dzakasiyana asi katsi ndoyaiwanzochema ichimara mara door.* *Mhuri yeZimbabwe muStoreroom munonzi maitonzwa kuti nhasi machema mhuka yakati.* *Zvichiitika izvi murume akatenga imba akabva aenda kumba kwaBaba vakamutengesera asi vakasvika vasipo zvichinzi vatova nemazuva vasipo pamba , vachibva vafonerwa vakati ndiri kuuya asi havana kuuya.* *Vakaramba vachiti vari kuuya kwemazuva asi havana kuuya.* *Rimwe ramazuva mhuri yakatenga imba yakamuka munhu wese ari panze, kuzvitarisa kudai zvairatidza kuti vabva kuita bonde varume vakararwavo nekumashure kuitwa mukadzi.* *Zimbabwe mhuri yandiri kutaura nezvayo ine vanhu 7 , vese vari 7 vakamuka vari panze vakabatwa chibharo, vese varume nevakadzi , varume vakaitwa nekumashure.* *Zvaitika izvi baba vepamba apa vakabva vatsvaga mubatsiri.* *Mubatsiri akabva ati "imba yamakatengeserwa yakatengwa nehurombwa , munhu akakutengeserai haana kupedzisa kubhadhara munhu akamurombesa ndosaka pari kuitika mashura pano".* *Mhuri yeZimbabwe mubatsiri akatotaura kuti murume akatengesa ane nguva dzaaitorohwa nemunhu waasiri kuona ndosaka mhuri yake isina kupokana nekuti imba itengeswe nekuti pamba apa panoitika mashura.* *Mubatsiri akaenderera mberi achiti "izvozvi mukanobvunza mukadzi wake kuti baba mari yekutenga imba vakaivanepi haatoziwe akazongonzwa zvakunzi ndakutenga imba , zvinhu zvakasiiwa pano zviri kufanirwa kuuya zvichibviswa nemuridzi akasiya asi ndinofanira kunge ndiripo pazvinobviswa nekuti mukazviita mega haa munoparara nekuti nyangwe muridzi haasisina hukama nezvinhu zvacho".* *Mhuri yeZimbabwe mubatsiri akaudza murume uyu kuti aifanira kuenda kumapurisa otaura kuti akatenga imba mapepa aripo akakwana asi mutengesi wemba haachade kubvisa zvinhu zvake mumba , akaudzwa zvakare kuti haafanire kutaura kuti mushonga nekuti mapurisa haapindire nyaya dzemushonga.* *Mutengi weimba akaenda kumapurisa ndokutaura nyaya yake ,mutengesi weimba achibva azodeedzwa nemapurisa kuti vataurirane nemunhu waakatengesera imba.* *Auya ndopavakazoenda kumba kuya kwaakasiyana zvinhu zvake, ndokusvika kutori nemubatsiri.* *Asvika akabva anzi apinde atore zvinhu zvake muStoreroom akada kufamba kuti aende mumba achibva atanga kuita kunge makumbo akanamirira pasi soo.* *Aifamba achibvunda bvunda zvese makumbo nemaoko achiita kunge akutadza kusimudza makumbo.* *Mhuri yeZimbabwe achifamba mafambiro ake iyayo akakwanisa kupinda muStoreroom, vanhu vaifunga achabuda nemukwende asi vakaona munhu achibuda nekaBag (briefcase) keblack.* *KaBag kacho kainge kane mafuta ari pasi zvichiratidza kuti mukati mune mafuta/liquid ikurasika.* *Mhuri yeZimbabwe pakabuda murume uyu neBag rake akabva apihwa kaTowel kekuti aise pasi paBag kuti zvinhu zvikurasika zvisadonhe pasi.* *Paainge akufamba kubuda gedhi mubatsiri aitevera kumashure achitsvaira tsoka dzemurume uyu.* *Murume wekutengesa imba ainge auya nemwanasikana wake kuzotora bag iri muStoreroom , mubatsiri achibva amuti "imimi baba mutore vana venyu vamakapa mwana venyu mukavaendesa kuna anaBaba vasiri vavo".* *(Inyaya haina kuzobatwa batwa hayo)* *Zimbabwe murume wekaBag kake uyu akangoti achibuda gedhi ndokufamba mbichana ndokutodonha achibva amhanyiswa kuchipatara.* *Kuchipatara akasvika ari mupenyu asi akazoffaa mangwana acho, zuva rafa murume uyu imba iya yaakatengesa yakatsemuka roof nepakakati mubatsiri achibva adeedzwa futi.* *Mubatsiri auya akati "sezvandakambotaura kuti imba ino yakatengwa nehurombwa, munhu akakutengeserai imba haana kubhadhara kwaakarombeswa ane chikwereti saka zvaafa n'anga yakamurombesa inenge yakutoda zvese zvakatengwa nehurombwa nekuda kwekuti haina kupedza kubhadharwa , asi ndichakubatsirai zvese izvi kusvika zvapera.* *Zimbabwe kunyangwe murume (mufi) uyu paakatengesa imba haana kutozombobhadhara chikwereti.* Baba vakafa ava vanga vaine mwanasikana vavo asina kumbobvira aroorwa asi ane vana 3. Vana 3 ivavo vanonzi vakaendeswa kuna anaBaba vavo asi mubatsiri akati muridzi vevana ndiye mufi ,aiita mwanasikana wake mukadzi. *Akaunza nyaya kwatiri ndiye mwanasikana asi akati tisataure nezvenyaya yake , akatiunzira nyaya yababa wake chete.* *NB.* Ndosiya mamwe maDetails enyaya nekuti nyaya yacho inenge yakarebesa
😢 😮 😂 ❤️ 🙏 👍 332

Comments