
Zim Elites Official 🇿🇼
June 18, 2025 at 12:21 PM
Hie Tee post for me , inini ndina madzibaba kwandaienda kunobatsirwa nguva nenguva , saka kwaiwa kure kwawaishandira kwacho ,saka nguva zhinji ndaisvika watopedza ol wasipo saka ndakazongowati ndokumbirawoo number ndopota ndichinzwa kuti muripo here ,iwo wakati chance given ,akambotanga ari mamessages ,kutosvika kundikumbira mapics wakutofona pawadira dzamara wakukumbira manudzu😩ndopandakazowatuka ndikawablocker asi waisaneta kunditanga nenew line , ndakazoti ndagara ndisisaendako ndobva ndazosangana nawoo ndine murume wangu muroad kwakuti ende marova amuchade kaaa kuuya kumba kwangu takatadzirana here inga ndakakumbira ruregerero wani ,Haa musadaroo mugouya ndiri ndega nhasi , ndakasvika kumba kuye apa murume anga asofamba kare ,,ndakasvika kumba munhu akamudhura ndian wako iyeye anga achitaura zvekusauye kumba kwake ,ndokwaunenge uchienda uchinyepa kuti uri kuenda kwagogo wako nekuti iye zvemasowe haade kana kuzvinzwa ,munhu kuita mwedzi wese achirara pasi ,kutenga chikafu panze , achiwacha ega ,ndipo pandakatoona kuti imba yangu yanga yoga kuparara asi ndakazomutsanangurira akazonzwisisa asi ndozviona hangu kuti ane madoubts neni ,kuda kungonetsana zvakutonzi ndonokusiya kuna madzibaba wako.
https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U
😂
😢
😮
🙏
❤️
149