
Zim Elites Official 🇿🇼
June 18, 2025 at 12:32 PM
Hie Tee shuwa maporofita atina zera nawo avasi vanhu vejujairra avo inni ndakatoroorwa 2018 Saka pakuroorwa kwandakaita ndakuenda kumba keemuface ndane nhumbu 3 mnths but muface airamba Saka ndakazogara hangu kusvika ndapona October ndapona kudaro nyaya yakatanga murume kuramba mwana chy chy paya kusvika ndakuti regai hangu ndiende kumusha kwedu kwakupiwa dzimwe number nevamwe gogaz munext door hanzi muporofita taura naye anobatsira pafon ndokunzi nemuporofita haaa chingomuudza kuti eeh haasi wako anozongobvuma nakugara mese ini nekupusa kwakumuudza zviya nanasi baba vemwana havadi mwana iyye rakabva ttosiyana Saka haaa maporofita haizi shamwari yakana shuwa 😂😂 ndotii imi gogas nemuporofita wenyu denga muchaita rekugugula
https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U
😂
😢
😮
❤️
👍
🙏
80