Zim Elites Official 🇿🇼
Zim Elites Official 🇿🇼
June 18, 2025 at 02:05 PM
Hie Tee. Hide Ini yangu imba yakaparara nevaizviti madzibaba vachiuya kumba kwandaive ndakaroorwa ndaigara navaMwene naTezvara so munhu uyu ainzi muzukuru nemkwasha murume watete ndiye akaita kuti auyewo kumba achibatsira panezvaiitika but rimwe zuva akanditi hanzi imba yenyu hamuna zera nayo so ini ndakanonoka kubatanidza nekuti murume wangu aive wezera ndakazotsvagirwa basa remumba nemrume nekuti aida kufamba ndobva ndaramba kusara pamba taisawirirana nehama dzemrume ndaitya kusara ndchiuraiwwa hangu ska ndaenda kubasa murume anga aenda kwaida kuenda muporifita uya ndobva andifonera ndrkubasa achiti anoda kundiona pane mashoko ndikaito munhu wemweya so akauya ndobva anditi ndakapihwa mapics enyu kuti ndikugadzirei manje ndaona kut hazviite hamuna chamakatadza so dai masiyana nemba iyi vanogona kuzoitirwa nevamwe mukaffaaa iniwo nekuda kwezvandaiona pamba apa ndakabva ndatofungawo kusiya pasina mwedzi akauya akandiudza kuti anondida ndikatodanana naye😭 hamno kuti mushonga hr kana kuti ndomunamato wacho wakaita luck ndakazo kurumidza kuzvibata kuti pane zvaakandiita it's a long story inondirwadza😭😭 ndongoti kwauri ikoko iwe madziya Mwari akurange nemabasaa ako https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U
😢 😂 😮 🙏 👍 83

Comments