Zim Elites Official 🇿🇼
Zim Elites Official 🇿🇼
June 18, 2025 at 02:29 PM
Hie hide ini ndainamata pane rimwe Sowe saka nguva yeCorona iye zvinhu zvanga zvkatosunga Big tyme tese naHuby tisinga shande ini ndobva ndawana basa ranga riri Stayin cz kwaisabvumirwa kufamba famba nemaCombi ndaiita OFF kupera kwemwedzi chete ndoenda kumba ndotenga grossary ndobhadhara rent ndodzokera basa Saka murume wangu ainda kumasowe abva anzi neMuporofita ndaona madzimai vnyu vaita chikomba kubasa masiiwa imi murume wangu anga ava kut kna tava kutaura paWatsup anga atochinja akungopindira 2 ,3 words ndikangoti hameno ndikazomubvunza ndikati bhoe asi ndikukubhowa ndipo paakati ita zvechikomba chako yoh takabatikana apa ini ndaitogara mugate ndisingabvuminzwe chero kubuda Airtime chaiyo vaindivigira madam charo chandada ndaiudza ivo Ok month end yakasvika ndikaenda kumba uuuu munhu agotanga kut madxibaba Nhingi vakatoti wava neChikomba yoh ndikati Sunday toenda vonotaura nyaya yavo taenda Sunday iya panguva yekubatsirwa vakabva vatuma Hubby wanku kochera mvura hanzi toda kudira madximai aaa habby wanku aenda kwakusara kwakuti madzimai ndaona baba vekwenyu vaita Girlfriend murikubasa aaa ndikati imi makati ini ndoita boyfriend wani zvikanzi kna bba vekwenyu havana kunzwa mushe ndakati musazoiira madzimai Girlfriend varikubasa ndikati vakudzoka muva njekesere murume wanku akadzoka aaa vatotiza nyaya yavo vakutoti ndaona mune chipo madzimai ndaona mazobatsira vnhu aaa takabva tangotarisana nemurume wanku tikavasiya takuenda kumba tikaonesana ndichimuudzawo kt vanditi iwewe uchaita girlfriend akati chavabata Ini ndkabva ndaenda kubasa ..Madzibaba ava vanga vaine baba vavainyanya wirirana navo ska vakabva vasangana naHubby wangu vakamuti baba muchenjere kutorerwa mukadzi namuPorofita cz anogara achiti madzimai vaye vkafita ini havana kufitana nemurume wavo Coron payakapera ndkabva ndarega basa Tichienda kusowe kuya zvanga zvisafadze tikazorega kuendako hatina zosiyana hedu naHubby but takapotsa padiki nekuda kwamuporofita Sory kurebesa Asi ndongoti vana mai Vana baba musanyanya kutererera zvinotaurwa nemaPorofita anoputsa dzimba👏 https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U
🙏 😂 ❤️ 😢 👍 😮 109

Comments