Zim Elites Official 🇿🇼
Zim Elites Official 🇿🇼
June 18, 2025 at 03:00 PM
Nyaya dzinobva kuna NDUNDU ✅ Chese chinoda kufumurwa ✅ Tilda live ✅ https://whatsapp.com/channel/0029Vaj7rhq30LKSkaC1Dz1a Umwe mudzimai uyo aidzidzisa vana veECD kunzvimbo yeMasvingo kuBikita anobatwa kuti aiita basa rekunwa ropa revana vaaiidzidzisa 😭😭. Follow first nekuti full story iri kuchannel kwedu 👇🏻👇🏻 https://whatsapp.com/channel/0029Vaj7rhq30LKSkaC1Dz1a Chekutanga isu sebavereki tinenge tichiti kana taendesa vana vedu kuzvikoro uku vanenge vari mumaoko akanaka manje zvimwe zvave kuitika kuzvikoro zvave kushamisa kwazvo. Kune umwe mudzimai wechikuru uyo ane makore anosvika iwo makumi mashanu nerimwe (51) aidzidzisawo vana veECD, mudzimai uyu munhu aiyemurika pamwechete nekurumbidzwa nevabereki vevana vaaidzidzisa ava asi zvakazoitika zvinokatyamadza. Pane umwe mubereki aive nemwana wake musikana uyo aidzidzawo pachikoro apa uye mwana uyu aifarirwa nemudzidzisi uyu zvakanyanyisa and mudzidzisi uyu aigona kutumawo kamwana aka and mwana uyu aitokwanisawo kupinda muimba yairara mudzidzisi uyu. Neumwe musi mwana uyu paainge adzoka hake kumba, amai vake panguva yavaigezesa mwana wavo vakabva vaona kuti mwana wavo ainge akakuvara chigunwe chake nekudero mubereki akabva abvunzawo mwana wake kuti ko chigunwe wakaitasei uye mwana akabva ati ndakakuvadziwa neMudzidzisi wangu uye mwana akaenderera mberi achiti mudzidzisi uyu aiti kana andikuvadza akaona kuti ropa rakubuda aibva arimwa rese. Mubereki wemwana achinzwa izvi zvakabva zvamushamisa kwazvo nekudero akaona zvakakodzera kuti aende kuchikoro kwaidzidza mwana uyu kuti anonzwisisa nezvenyaya iyi and mudzimai uyu paakasvika pachikoro akabva atosangana ne......... Zvakaoma hazvo zvinoitika munyika yatiri. Full story yenyaya iyi takaiisa kuchannel kwedu masikati anezuro Tuesday nenguva dza 13:05 nekudero follow unoiona yese isati yaenda kure. Zuro Tuesday yange iri Tilda live nekudero gara wafollower nekuti nyaya yange iripo yatakabata zuro iiiiiii yakaoma ( vanhu vapanduka vakomana 😭😭😭) ndokupai manheru anhasi 👇🏻👇🏻 https://whatsapp.com/channel/0029Vaj7rhq30LKSkaC1Dz1a Dzidziso kubva kuna Tete venyu vamunodisa👇🏻👇🏻 1. Kana wawana mudzimai wako edza nepaunogona napo kubvisawo pfuma chero ikaita shoma sei asi edzawo nekuti zvine zvazvakanakira. 2. Kana wakarerwa nemunhu asiri mubereki wako unofanira kuzomutengerawo something kana wakura and ichocho chinonzi chiredzwa . 3. Kana uri muroora let's say amai vemurume wako varwara wobva wavapepa unofanira kuripwa nekuti patsika dzedu hazvibvumidzwe kuti muroora apepe vamwene. Follow channel ino mubve matsanangurirwa kuti zvinofamba sei + mangwana ndirikuda kungopa hangu matips kuvazukuru vangu vasati vapinda muwanano kuti vangazivewo sei kuti kuti mukomana wako or musikana wako wauri kudanana naye anokuda nekudero gara wafollower muzukuru wangu 👇🏻👇🏻👇🏻 Na21 00 hrs zuro tange tine chirongwa Tilda live nekudero follow now nekuti full audio yacho tokupai nhasi.. mm shuwa kutumira nyoka kuhama yako kuti aite bofu 😭😭 👇🏻👇🏻Follow ugozvinzwira nhasi Wednesday
👍 😢 😂 😮 10

Comments