Zim Elites Official 🇿🇼
Zim Elites Official 🇿🇼
June 18, 2025 at 04:14 PM
Hie Tee iyi yemaporofita iyi yakawoma rega nditi watanga zvimwe tee....ava ndivo varoyi manje vanotopfuura vanomuka husiku ndivo vanhu vane godo manje ini yangu yakaparadzwa navo vanhu ivava denga havariwoni chete kunyepa kuti ndakadyisa murume uye pavana vandinavo one ndiye nemurume vamwe ndakavahura asi mdinotenda mwari hameno baba vevana vakazofambawo ndatoenda vakanoudzwa kuti ndiye ayitondida akadzoka hubby akati hamde kwa Tinashe Mugabe akawana vana vese vari vake akachema kuti 4 yrs ndisingachengete vana nekuda kwemunhu anonyepa Haaa akarwadziwa akauya kuzoripa akati ngatidzokere kumba ndikaramba .......ndinoti maporofita mwari ave nemi nekusingaperi ndine Ronda pamoyo nekuda kwenyu😭😭😭😭 https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U
😢 😂 ❤️ 😮 👍 🙏 99

Comments