Zim Elites Official 🇿🇼
Zim Elites Official 🇿🇼
June 18, 2025 at 04:30 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U Hie Tee hide my ID maporofita hatina zera nawo ini ndave ne12 yrs ndri mumba asi izvezvi imba yangu yava kuda kuparara murume wangu akainda kumaporofita ekumasowe ari ega akatouya akatsamwa hanzi ndaudzwa kt unohura uye wakandidyisa ndizvo zviri kuita kt ndirware apa handisat ndakambohura kna kumudyisa handina tava kungogara tichikonana ndava kutofunga kusiya hangu imba yacho 😭😭😭 ndapererwa hachichazivi kt ndoita sei ndongot maporofita mwari ave nemi nekundinyepera kwamakaita sorry nekurebesa
😢 😮 ❤️ 🙏 😂 84

Comments