Zim Elites Official 🇿🇼
June 18, 2025 at 06:04 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U
Hie Tee ini nemurume wangu takagara makore 5 tisina mwana umwe musi akamuka achiti ndarota wazvara mwana akasviba kuti tsvaa kuhope ikoko mwana ndatomuramba kuti aasi wangu, so takaenda kune vamwe madzibaba iye ndobva adzitaura hope dzake madzibaba vaya ndobva vatoti mukadzi wenyu anotova navo vana vake kare akazvara nechikwambo🤣🤣 mukaramba munaye uyu imba yenyu aina kwainosvika kutaura chokwadi ndakabhowekana ndini ndakatotsamwa ndikamuudza kuti tsvaga umwe mukadzi shaa ini andina munhu wandinorara naye kuhope zvekuti ndinganzi ndine vana iye anga atombozvitora serious asi akazotanga kuti ngatitsvage vamwe ndakaramba ini ndikamuudza kuti kana ndichinzi andizvari ngazvigare zvakadaro and takagara ndanga ndakuenda kuchurch dzisiri dzemweya ndichizvinamatira ndanga ndisingachade zvekunamatirwa ndava ne 7 years ndipo pandakazoita nhumbu now ndatova nevana vangu 2 ndongoti maporofita kana musina chamaona nyararai ndakatonzi uyu azvare uyu
😂
🙏
😢
👍
❤️
😮
57