Zim Elites Official 🇿🇼
Zim Elites Official 🇿🇼
June 18, 2025 at 06:31 PM
*House 🫂of entertainment🫂* *House of secrets and confessions* *Channel iyi inopisa kana uchifarira zvekuverenga verenga pinda tine zvakawanda zvatinazvo... Family secrets and confessions kupupura ne kureurura zve hurombwa, uroyi nedzimwe nyaya dzaka siyana siyana* *Nyaya ya nhasi iyo.. Ine ma1... Second part no follower channel iyoyo Kana wapedza kuverenga nyaya iyo👇👇👇* Misodzi inoerera ndiri kushungurudzika nikky hide me. Ndiri mukadzi Ane 28years years ndakaroorwa nemurume Ane 36 mumba medu takazvarwa Tiri vaviri ini ne young sis vangu hupenyu hwainge wakaoma sezvo takakura tisina vabereki zvadaro takakura tichichengetwa nambuya Mai vamai ndokuzofa.veduwe nekuoma kwe hupenyu ndaka enda kunoshanda kuguta guru re Harare ndakashanda mwedzi mitatu ndokuzosangana na hubby ndichamuti (paurosi) na paurosi takadanana kwe mwedzi mishoma ndokubva tagara tose kubvisa akatobvisawo paurosi munhu ayive nemari dzake zimba rairatidza kuti richangobva mukuvakwa izvi zvinhu zvaindishungudza asi kubvunza zvairema paurosi ayiziva hupenyu hwangu ndokubva ati chitora mainini tigare Navo ndakafara zvekuti shuwa hupenyu wakachinja zvekuti taiwirirana mumba maiva ne mufaro. So paurosi ayiti handidi vanhu vanoenda ku church nekuti tinonohakira mhepo dzevanhu so taingogara mumba hapana chataishaya uye ndaisabvumirwa kushanda.so mumba umu tichisvika maiva ne picture frame yainzi ndivo Mai vangu vanove amwene asi vainzi vakafa picture iri raive mu picture frame yakanakisa zvekuti yaiva ye Gold. Mu kugara umu young sis vangu vakangoti sisi honai picture iro ragogo vari ku bwaira vachichema.ndakatoseka ndikati unopenga here Iwe zvikanzi shuwa sisi mind you ndakatora nguva kubata pamuviri.zvinhu izvi zvakaenderera mberi zvekuti my young sis vaiona gogo vari mu gown re white vachichema asi ayiti akandiudza ndaisatenda dzimweni dzenguva ayita vekurota. Vachiti kana muchiziva zvakakunakirai ibvai pano.nekupusa nekusaona ndakazoudza hubby kuti ndozviri kuona mainini paurosi akati vanopenga mainini.rimwe zuva mainini vakati vachiwacha ndokubva vaona mvura yaive mu tub yachinja kuita Ropa my young sis vaka screemer ndokubva ndamhanyako ndichisvika akabva ati sisi mvura yachinja kuita Ropa ini ndokuti riripi Ropa iyo mvura yakachena my little akabva ati sisi ini zvepano handichade########follow our channel for second part ndimo mandiri kuisa.......rine nyaya dzakawanda dzatokupai https://whatsapp.com/channel/0029VaDvimWHwXbB7GnHFF32 Charamba chikunakidzai.... Follow munakirwe 👏👏👏
😮 😢 🙏 ❤️ 👍 😂 26

Comments