Zim Elites Official 🇿🇼
Zim Elites Official 🇿🇼
June 18, 2025 at 07:40 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U Hie Tee.. ah nyaya dzemaporofita idzi ndakanoshandirwa nevamwe madzimai zvikanzi madzimai murume wenyu akangwarisa atorine girlfriend yemuraini and inotokuzivai .. murume wenyu anokuonai musingafunge anotokuonai sedununu rake achatokurongerai shamwari yake kuti iuye kuzokunyengai kuti awane kukurambai vobva vagegedza zvavo varipamweya wavo iwoyo Saka ndoda kuti muuye nechipfeko chake chemukati nejira rered netsono timusunge isasimuke kugirlfriend ini ndichagona moyo wakatsemuka iyo misodzi ndabvapo I couldn't control it cz I'm invested in my marriage zvekutodaro and I've been faithful zvekutodaro so pakudzokera kumba I had to pass by my mom's ndichivaudzawo cz I don't have any friends she's my everything Ndakavarondedzera zvakaataurwa zviye and she said kwandiri hongo handirambe but your husband haaite zvemafriends and unotaura kuti you're always on his Fon Saka usati wanotaura zvisina basa kaa tanga waona iwe ndiwe unoziya munhu wako Ndandapiwa chinhombo ndikanogeza zvichinzi uchamubata after 3 days Hmm week dhaaa hapana chandakaona ini mufon or mafambiro Ndopandakazondomuudza zvandakanzwa akati ini handidi zvinhu zvisiri straight handei vanondiudza kuti girlfriend yacho iripi Patakasvika kutiza tiza nyaya zvikanzi aiwa makatadza kunzwa madzimai handina kureva kudaro imagine mxm migodhoyi yevanhu iya Ndakangofunga ndikati apa munhu unogona wamhanya ne ndhuhwe yemunhu Ari innocent nemikofera yemaporofita iyoyi Hatina kurambana hedu but my heart shifted for a moment.
😂 😢 🙏 31

Comments