Zim Elites Official 🇿🇼
Zim Elites Official 🇿🇼
June 18, 2025 at 07:46 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U Hie Tee haa chinonzi maporofita puuuuu anddi nekuchinzwa , murume wangu aiwa S.A 2020 ini ndanga ndri kuno Zim zvno mwana akatanga kurwara kwakufambawo naye kuenda kumaporofita ndakanzi murume wenyu atone mmwe mkadzi kwaari saka vakaromba nemwana wenyu uyu warikutoda kt afffeee ndokuti waite mari ,, bp yakakwra ndkat mwana wangu oparara apa aitowa first born aine 7 months ndakabata call kwakufonera murume ndakamuudzsa ndkat haungandibarise mwana wekuda upfume nayee zvkanz zvabvep ndkat ndazvinzwa kuchurch kwandaenda ,, takanga takusatonyatsotaudzana zvakanaka pamafon takanga takugara tchingotukana ende ndanga ndatofunga kutosiyana naye, akazoona kt marriage yakutodhakwa ndopaakat chidzoka tigare pamwe chte ndopandakaona kuti maporofita iihorror
😂 😢 😮 ❤️ 👍 43

Comments