THeGraNDsonZw
THeGraNDsonZw
June 18, 2025 at 05:20 AM
*NYON'GO / ACIDS* *CHII CHINOKONZERA MA ACIDS/NYONGO* Acids / nyongo munhu wese ane ma acids mumuviri wake asi haafanire kukwira or kudzika,ma acids nokwira nekuda kwezvikafu nezvekunwa zvatodya nekunwa *Mushonga mukuru* wekukunda dambudziko re nyongo kuziva zvikafu nezvekunwa zvisingasimudze nyongo ,kunyange wakanwa mishonga rudzi nerudzi asi uchidya nekunwa zvinosimudza nyongo hazvibatsire. *ZVINORATIDZA KUTI UNE NYONGO* 1 kugara mudumbu muchingorira ,muchirwadza, muchipisa pamwe nekufufutirwa. 2 Kutemwa nemusoro uchinzwa mate achizara mukanwa. 3 Kunzwa kunge urikuda kuita tsvina asi wakaenda kuchimbuzi hapana chinobuda. 4 Kuita tsvina yakaomarara kana inenge nhoko dzembudzi wakaona ava pa stage iyi anenge anyanyisa kukwira. Nyon'o yakanyanya mumuviri mako unopedzisira wavakuita tsvina inenge nhoko dzembudzi inobuda iine ropa chinoitika tsvina yakaomarara inomara matumbu painenge ichibuda kana zvadaro patomuka chirwere cheronda mumatumbu ,wakariregerera ratova ULCER. Inbox Mrs Natiyara
Image from THeGraNDsonZw: *NYON'GO / ACIDS*    *CHII CHINOKONZERA MA ACIDS/NYONGO*  Acids / nyon...
👍 3

Comments