*ZIM* ๐—™๐—ข๐—ข๐—— ๐—ฅ๐—˜๐—–๐—œ๐—ฃ๐—˜๐—ฆ
*ZIM* ๐—™๐—ข๐—ข๐—— ๐—ฅ๐—˜๐—–๐—œ๐—ฃ๐—˜๐—ฆ
June 19, 2025 at 10:43 AM
*marriage diaries ๐Ÿ˜ฅ* hie Mai muku Ndati kumukadzi handisi kuona phone yangu ndibhipirewo zvikanzi bhipa wega Imi number dzangu dzakasevhewa kuti Bhangu Wezisoro nesvidora nanhasi handina kuda kuchema pamberi pake asi zvandibata Murove๐Ÿ˜‚ Hazvina basa ๐Ÿ™ Muendese kumba kwake๐Ÿ˜ฅ
๐Ÿ™ ๐Ÿ˜‚ 6

Comments