Zim Confessions 🇿🇼 Zviri Mudzimba 🇿🇼 Nyaya Dzebonde 🇿🇼 Jokes
Zim Confessions 🇿🇼 Zviri Mudzimba 🇿🇼 Nyaya Dzebonde 🇿🇼 Jokes
June 19, 2025 at 03:01 PM
🥲🥲Hide me plz Nyaya yangu yakamira so, ini ndinochiva varume asi mukadzi vangu haazvizivi. Munhu vandinorara naye anotoziva iri best friend yangu ende naye atorine mukadzi futi. Tinoshanda tese ne friend yangu iyi zvekuti nguva zhinji tinobuda kudzimba tichiti tiri kuenda out ne basa. Tinotoita kana zvima zuva tiri kunze kwetown. Mumwe musi madam vaenda kunze kwenyika, shamwari yangu yakauya and since taiva tega pamba we got all cosy and romantic, ma phone takanga takadzima tiri mu main bedroom yangu na madam. Saka time iyi handina kuziva kuti mainini was trying to call nekuti vaida kuunza vana kumba. Door hatina kukiya, mainini vakananga straight kubedroom vanike tiri busy hedu. Kubva musi uyu mainini has been blackmailing me, handizivi kuti yamarii yandamupa so far, zvinhu zvandamutengera and I just found out she has been doing the same kushamwari yangu. Zvino ndaneta but handisi kuda madam vazive. At one point akatoti ndirare naye which I did ne fear yekuti anoudza mukadzi. Nhai ndodii naamainini zvanyanya.
Image from Zim Confessions 🇿🇼 Zviri Mudzimba 🇿🇼 Nyaya Dzebonde 🇿🇼 Jokes: 🥲🥲Hide me plz  Nyaya yangu yakamira so, ini ndinochiva varume asi mu...
🖕 😂 🚮 🤮 ⚔️ ❤️ 🌈 👋 💔 😮 21

Comments