
The National 🇿🇼 – Daily News Updates
June 17, 2025 at 01:54 PM
*_SECRETS & DISCLOSURES | 17 JUNE 2025_*
*1.* She congratulated her baby daddy on Father's Day, not me
*2.* I think he's sleeping with my girlfriend
*3.* I married my late-wife's sister, she's financially reckless & abuses my children
— — — — — — — — — — — —
*FOR DAILY NEWS UPDATES*
*_Join our Group:_* https://chat.whatsapp.com/LDUL4HF8Hyo4MaUUiGXvKz
*TO ADVERTISE WITH WAZO ADVERTS*
*_WhatsApp:_* wa.me/263776804293
*_We have a market reach of over 400,000 Zimbabweans._*
— — — — — — — — — — — —
1. *SHE CONGRATULATED HER BABY DADDY ON FATHER'S DAY, NOT ME*
Hi, ndine mubvunzo. Ndakaroora mukadzi ane mwana wake. I do everything for her and her child hapana chaanoshaiwa even mwana hapana chaanoshaiwa, l work my ass off to make sure kuti iye nemwana wake varatidzika but yesterday Father's day she never mentioned anything about Father's day to me but l caught her on the phone talking nababa vemwana achitoti happy Father's day to her ex asina kana chaanomuitira let alone mwana wake wandikufondokera. Ask makazenzi kuti is it fair or ndikutokwevawo hangu dovi ne straw?
2. *I THINK HE'S SLEEPING WITH MY GIRLFRIEND*
Hi. Please keep me anonymous. My girlfriend and I love going out clubbing. We don't have a car, so we always make a plan to go home from the venues. There's this guy that is friends with my girlfriend, he's forever available when she calls him any hour of the night to fetch us from the club. This guy is never unavailable and he doesn't make us pay. Recently I find myself calling him to take me home even when I'm not with my girlfriend. My friends are saying the guy might me chopping my babe. Should I be worried?
3. *I MARRIED MY LATE-WIFE'S SISTER, SHE'S FINANCIALLY RECKLESS & ABUSES MY CHILDREN*
Chitupa vigai, ndiri murume akafirwa nomukadzi muna 2019. Takaita vana 2 tese. Muna 2023, ndakabatwa nemuedzo ndikarara nemunin'ina wemukadzi wangu. Aakabata pamuviri, then ndikatozomuroora. Muna December ndakammusiira macards ekubank, ndichinoshandira kuBeitbridge tino gara kuGweru. Maive ne$800 mumacards ese. Pandakadzoka, ndamubvunza kuti wakashandisa marii, akati Mari yese ndakashandisa. Ndakaita hasha, asi handina, kumurova, ndakamuti ndinokupa 2 days dzekuti unotora mari kwawakaiendesa. Ndakazosheedza sisi vake vakauya, asi mari haina kubuda,vana vangu vakazoudza maiguru vavo kuti amainini vanotinyima chikafu. First born yangu akati kudonha kwaakaita kaviri kuchikoro, yaive nzara. Ndakamuti kowairegerei kundiudza akati aitya kutaura. Muna January gore rino, akahaya mota iye mukadzi wangu tsotsi iri, ndokutakura zvinhu zvose mumba akaenda nazvo kumba kwamai vake kuMkoba ini nndinogara kusenga. Akasiya mwana ane 2 years. Ini handina kumuteera. Last weekend akatuma tete vake, hanzi sorry nezvakaitika. Uri iwe wasanga nesituation yakadai unoita sei. Ndibatsireiwo. Mbudzi kutizira kuvanhu kuda kutandirwa imbwa.