
HIP N BUM FLAT TUMMY PRODUCTS NA MAI T
June 19, 2025 at 10:38 PM
Chiziviso Varungu
Kutumirwa order out of town *HARARE* munotanga maisa mari *inn bucks, mukuru kana Ecocash* ndinoziva kuti vanhu vanotya kubirwa ichokwadi but kare taiti munhu anopa driver mari ye bus achipihwa order yake asi taizosana nedamudziko rekuti vamwe vanga vasingazouye kuzotambira ma parcel avo ku bus zvaikonzera kuti tizopihwa mhosva kana kubhadhariswa parcel kaviri nekuda kwekusatora zvinhu zvenyu vamwe ndovainyepera ma driver kuti ndabhadhara zvinhu kare ndiri kungotambira chete zvakawanda zvataisangana nazvo zvakapa kuti tizoti munhu atange aisa mari isu hatina chitsotsi chatinoita nokuti ndo *BUSINESS* uye tine shop mu town *HARARE*
*WE ARE OPEN TODAY* tinotenda kune vachanzwisisa
NDIWE DUNGA MUNHU UNOBHADHARA MARI YETRANSPORT
Price yetrasport iyi
Kutumira ne bus $5
South Africa from R200
Delivery Harare $2
*MAZVITA VARUNG
CALLS 0776087737 or 0713959562
